Merge branch 'master' of C:\Users\PC\AppData\Local\BTT-Writer\temp\mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2024-05-01 22:10:42 +01:00
commit 74fbe52371
68 changed files with 139 additions and 9 deletions

1
01/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 1 \v 1 Pauro akadaidzwa nekuda kwamwari, kuti awe muaPostora waKristu Jesu, naSosteni, hama yedu, \v 2 Kuti kuChechi yaMwari iri pakorindte, kune wakaitwa waswene pamwechete newose wanodaidza pose pose zita raJesu Kristu, Ishe wedu, wawenewedu: \v 3 Nyasha Ngadziwe nemwi, nerugare rinobva kuna Mwari, Baba wedu naIshe Jesu Kristu.

1
01/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 4 Ndinogara ndichinamata Mwari nguwa dzese nekuda kwenyu, pamusoro penyasha dzaMwari dzamakapiwa munaKristu Jesu. \v 5 Iye akakupfumisai pazwinhu zwese, maari, pakutaura kwese, nepakuziwa kwese, \v 6 Nekudaro nechapupu chaKristu chakasimbiswa kwamuri.

1
01/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Hamushaiwi chipoChimwe ; muchimirira kuratidzwa kwashe wedu Jesu Kristu. \v 8 Uchakusimbisai kuswikira pakuguma, kuti muwe wasingapomherwi pazuwa raIshe Jesu Kristu. \v 9 Mwari ndiye akatendeka, wamakadaiswa naiye kuyanana nemwanakomana wake, Jesu Kristu, Ishe wedu.

1
01/10.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 10 Zwino ndinokumbira zwikuru kwamuri, hama dzangu, nezita raIshe wedu, Jesu Kristu, kuti imi mwese mutaure chinhu chimwe, kuti pakati penyu pasawe nekupesana. asi kuti musanganiswe zwakanaka pamutemo mumwe nekufunga kumwe. \v 11 Nekuti ndakakutaurirwa pamusoro penyu, hama dzangu, newariwekwakroe, kuti kune kupikisana pakati penyu.

1
01/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Zwandinotaura ndizwo kuti: Mumwe nemumwe, wenyu unoti: Ini ndiri wepauro, '' waporo'', ini waKefasi,'' ini waKristu''. \v 13 Zwino Kristu wakapatsanurwa here? Pauro wakarowererwa pachinjikwa nekuda kwenyu here? Makabhabhatidzwa muzita raPauro here?

1
01/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Ndinotenda Mwari, kuti andina kubhabhatidza mumwe wenyu, asi Krispo na Gayo; \v 15 Kuti kusawe nemunhu ungati, makabhabbhatidzwa muzita rangu. Zwekare ndakabhabhatidzawo imba yaStefana. \v 16 Asi wamwe andiziwe kuti ndakabhabhatidza mumwe.

1
01/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Nekuti Kristu hana kundituma kuti ndibhabhatidze, asi kuti ndiparidze ivhangeri. Kwete neshoko reruzio rewanhu, kuti muchinjikwa waKristu usabviswe.

1
01/18.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 18 Nekuti shoko remuchinjikwa wupenzi kune wanoparadzwa; asi kwatiri isu, tinoponeswa, isimba RaMwari. \v 19 Zwakanyorwa zwichiti: ''Ndichaparadza wuchenjeri ndichaparadza wuchenjeri wewakachenjera, ndichabvisa kuziwa kwewanoziwa''.

1
01/20.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 20 Waripiko wakangwara? Waripi munyori? Waripiko muiti wenharo wenyika ino? \v 21 Mwari haana kuita kungwara kwenyika ino wuwe upedzi here? Nekuti pashure kweruziyio rwaMwari, Nyika nekungwara kwaiyo haina kuziya Mwari, nekuti zwakafadza Mwari newupedzi wekuparidza kuponesa wanotenda.

1
01/22.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 22 Nekuti waJudha wanokumbira chiratidzo, newagiriki wanotswaka ruziyo. \v 23 Asi isu tinoparidza Kristu wakarowerwa pamuchinjikwa, chigumbuso kuwaJuda, newupedzi kuwahedheni.

1
01/24.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 24 Asi kune wakadaidzwa na Mwari, waJudha newagiriki, isu tinoparidza Kristu, Isimba raMwari Newuchenjeri waMwari. \v 25 Nekuti wupenzi waMwari wakachenjera kudarika wanhu, kuneta kwaMwari kwakasimba kudarika kwewanhu.

1
01/26.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 26 Tarisai kudanwa kwenyu, hama dzangu. awasi wakawanda wakangwara panyama, wakadanwa, awasi wakawanda; awasi wakadanwa wanesimba, awasi wakawanda wanokudzwa. \v 27 Asi Mwari akasarudza zwinhu zwewupenzi kuti wanyadzise wakangwara; wakasarudza zwakaneta panyika kuti wanyadzise zwinesimba.

1
01/28.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 28 JEju akasarudza zwinhu zwinozwininipisa zwakashoreka munyika, nezwinhu zwisipo, kuti ashaise zwiripo simba razwo. \v 29 Iye akaita izwi kuti kusawe nenyama inozwikudza pamberi paMwari.

1
01/30.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 30 Asi naye muri muna Kristu Jesu,nekuti iye wakatiitira isu wuchenjeri wunobva kunaMwari, nekururama, nekuitwa waswene nekudzikinuro. \v 31 Kuti unozwirumbidza, ngazwirumbidze, muna Mwari''.

1
01/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 1

1
04/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 4 \v 1 Munhu upi newupi ngarangarire, saizwozwo kuti tiri waranda waKristu, wachemgeti wezwakawadzika zwaMwari. \v 2 Zwino pazwinu izwi, watarir pawanoswaka kuti munhu awonekwe akatendeka.

1
04/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Chinhu chidokodoko kwandiri kuti nditokwe nemwi kana kutongwa kwemunhu, andizwitongi ndirinemwi. \v 4 Nekuti andiziwi nyaya yandirikupomerwa; asi andiruramiswi neizwozwo. Asi Ishe ndiye unonditonga.

1
04/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Saka musatonga chinhu kana nguwa isati yakwana, kuswikira Ishe wauya. Iye uchabudisa pachena zwakawandzika zwerima, nekuratidza mifungo yemumoyo. Zwino mumwe nemumwe achagamuchira uchatambira rumbidzo yaMwari.

1
04/06.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 6 Zwino hama, dzangu, zwinhu izwi ndakazwinyora ndichizwifananidzira Ini neAporo, nekuda kwenyu, kuti mudzidze nesu: ''Kusapfura izwo zwakanyorwa''; kuti mumwe asazwikudze muchifurira umwe. \v 7 Uye, kune anowona musiyano, pakati penyu? Chiko chauinacho chausina kutambira mahara? Kana wakapiwa unozwikudzireiko semusina kutambira?

1
04/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Imi matonezwese zwamaida matonepfuma! mabata wushe kunze kwedu ndai maibata wuche wenyu, kuti isu tibatewo pamwechete nemi. \v 9 Nekuti Mwari wakatigadza, isu wapostora, apkupedzisira sewanhu wakatongerwa, rufu. Nekuti takaitwa chinhu chinoshamisa, nyika newatumwa wewanhu.

1
04/10.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 10 Isu tiri mapedzi nekuda kwaKristu, asi imi makangwara muna Kristu. Isu takananeta, asi imi munesimba imimunokudzwa asi isu tinozwiszwa. \v 11 Kuswikira nguwa ino isu tinenzara, nenyota. hatina chatinofunga tinorobwa, netsiwa hatinanzwimbo kwayo yekugara.

1
04/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Tinotambudzika,tichibata nemaoko kana tichitukwa tinoropafadzwa, kana tichitambudzwa tinosunga moyo. \v 13 Kana tichipomerwa tinowaraidza; takaitwa setswina yenyika,marara ewose kuswikira nanasi.

1
04/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Ini andinyori zwinhu izwi kuti ndikunyadzisei, asi kuti ndikurairei sewana wangu. \v 15 Zwino, kana maiwa wane zwiuru zwinegumi, munaKristu, hamuna madzibaba wakawanda. Nekuti muna Jesu Kristu wakakuberekai, neIvangeri. \v 16 Naizwozwo ndinokumbira zwikuru kwamuri kuti muwe watewereri watedzeri wangu.

1
04/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Sakei ndirikukutumirai, Timotio Kwamuri, mwanawangu wandinoda wakatendeka muna Ishe. Iye uchakucherechedzai, mitowo wangu iri muna Kristu, sekudzidzisa kwandinoita kuswimbo yese muchechi imwe neimwe. \v 18 Zwino wamwe wanozwikudza sefanike andiuyi kwamuri.

1
04/19.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 19 Ndichakasika kuwuya, kwamuri, Kana ishe achida. Andiziwi shoko reiwo wanozwikudza, asi simba rawo. \v 20 Zwino wuMambo waMwari, hausi pamashoko, asi pasimba. \v 21 Munotswakeiko? Ndiuye kwamuri nemushapu kana kuti nerudo, nemweya wewunyoro here?

1
04/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 4

1
06/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 6 \v 1 Kana mumwe wenyu aine Nyaya neumwe , ungsasunga kumukwirira kune wasina kururama akasamukwirira kune waswene here? \v 2 Imi hamuziwi ere kuti watswene wachatonga nyika? Zwino, kana nyika ichitonga nemwi, imi amufaniri kutonga nyaya dzidoko here? \v 3 Amuziwi here kuti tichatonga watumwa zwikuru? sei izwo zweupenyu wuno!

1
06/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 4 Zwino kana mune nyaya dzeupenyu, wuno dzinofanira kutongwa, munogadza seiko awo wanozwidzwa pachechi kuti iwo watonge? \v 5 Ini ndinotaura zwino izwi kuti munyadziswe. hakuna wakangwara pakati penyu ungakwanisa kutonga pakati pehama nehama yake here? \v 6 Asi hama inokwirira hama, achizwiita pamberi pewasingatendi here!

1
06/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Zwino matowa nemhoswa kwazwo pakati penyu, zwamunosimukirana. Munorambirei kutenda kuitirwa zwisina kururama? Munorambireiko kutenda kubirwa? \v 8 Asi imi munoita zwisina kururama, munonyengetera, muchizwiitira hama!

1
06/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Hamuziwi here kuti wasina kururama hawapindi muwuMambo waMwari here? Musarasike; nekuti mhombwe,kana wanonamata zwifananidzo, kana wanoita ufewe, kana wakabata, kana wanoita zwakashata \v 10 newarume, hakuna wanopinda muwuMambo waMwari. \v 11 Wamwe wenyu wanga wakadaro. Asi makangendzwa, asi makaitwa watswene. Makaruramiswa nezita raShe Jesu Kristu nemweya waMwari wedu.

1
06/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Ndakatenderwa zwinu zwesen asi zwinhu zwese azwindibatsiri. '' Ndakatenderwa kuita zwinhu zwese asi, handinhi kukundwa nechinhu \v 13 chimwe. Zwekuriya ndezwedumbu, uye dumbu ndeyezwekuya'', asi Mwari iro nairo zwese. Mwiri ausi weupombwe, asi ndewa Ishe ndewe mwiri.

1
06/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Mwari wakamutsa iche uye wakatimutsa nenyasha dzaMwari. \v 15 Imi amuziwi here kuti Mwiri yenyu ichechi yaKristu? ndichatora wechechi yaKristu ndikaita machechi ezwifewe here?

1
06/16.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 16 Hamuziwi kuti wakasangaswa nemhombwe wawe mwiri mumwe naye here? Sezwinotaura mutemo: Wairi wachawa nya,ma imwechete.'' \v 17 Asi wakasanganiswa naIshe wawa Mweya mumwechete naye.

1
06/18.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 18 Tizai muwufewe, Zwinhu zwese zwinoitwa nemmunhu zwirikudze kwemwiri, asi unoita wufewe unotadzira mwiri wake.

1
06/19.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 19 Amuziwi kuti mwiri wentu ichechi yeMweya muswene urimukati mwenyu, wamakapiwa na Mwari? hawusi wenyu. \v 20 Nekuti, makatengwa nemutengo. Saka kudzai, Mwari mumwiri wenyu iri yaMwari

View File

@ -1 +1 @@
\c 7 \v 1 Zwino pamusoro pezwamakanyora: "Zwakanaka kuti murume asabate mukadzi". \v 2 Asi nekuda kwe ufewe, murume umwe neumwe anofanira kuwa nemukadzi wake, uye mukadzi umwe neumwe anofanira kuwa nemurume wake.
\c 7 \v 1 Zvino pamusoro pezwamakanyora: "Zvakanaka kuti murume asabate mukadzi". \v 2 Asi nekuda kwe ufewe, murume umwe neumwe anofanira kuwa nemukadzi wake, uye mukadzi umwe neumwe anofanira kuwa nemurume wake.

View File

@ -1,5 +1 @@
<<<<<<< HEAD
\v 36 Asi kana munhu achiona kuti asikuitira zvakanaka mhandara yaakaita nayo sungano, kana achiziwa kuti rudo raanaro kvaari rakakura, anofanira kuita zvaanoda. nekuti haasi kutadza; ngarore hake. \v 37 Asi kana iye agutsika ne moyo waken kuti hadi kurora, ngaazvichengetedze pawido zve moyo wake uye wagutsikana unofanira kuita sa izvozvo, anoita zvakanaka. \v 38 Uyo anorora mhandara anoita zvakanaka, asi anotsara kusarora, arikuita zvakanakisisa.
=======
\v 36 Asi kana munhu achiona kuti asikuitira zvakanaka mhandara yaakaita nayo sungano, kana achiziwa kuti rudo raanaro kvaari rakakura, anofanira kuita zvaanoda. nekuti haasi kutadza; ngarore hake. \v 37 Asi kana iye agutsika ne moyo waken kuti hadi kurora, ngaazvichengetedze pawido zve moyo wake uye wagutsikana unofanira kuita sa izvozvo, anoita zvakanaka. \v 38 Uyo anorora mhandara anoita zvakanaka, asi anotsara kusarora, arikuita zvakanakisisa.
>>>>>>> 6c71cb68814c7efab64fa1ddf307dd035d88eec6
\v 36 Asi kana munhu achiona kuti asikuitira zvakanaka mhandara yaakaita nayo sungano, kana achiziwa kuti rudo raanaro kvaari rakakura, anofanira kuita zvaanoda. nekuti haasi kutadza; ngarore hake. \v 37 Asi kana iye agutsika ne moyo waken kuti hadi kurora, ngaazvichengetedze pawido zve moyo wake uye wagutsikana unofanira kuita sa izvozvo, anoita zvakanaka. \v 38 Uyo anorora mhandara anoita zvakanaka, asi anotsara kusarora, arikuita zvakanakisisa.

View File

@ -1 +1 @@
\c 10
\c 10 \v 1 Ndinoda kuti muziye, hama dzangu, madzibaba wedu wese wanga wari pasi pemakore, wese wakambhira gungwa. \v 2 Wese wakabhabhatidzwa na Mozisi mumakore nemugungwa, \v 3 Wese wakayha chikafu chimwecho chemweya, \v 4 Wese wakamwa zwekumwa padombo remweya. Rakawatewera dhombo iroro rakawatewera, ranga riri Kristu.

1
10/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Nekudaro, Mwari hana kufara newakawanda wawo, nekuti wakaparadzwa murenje. \v 6 Zwinu izwi zwaiwa zwiratidzo kwatiri, kuti isu tisaite zwakashata sezwaita iwo.

1
10/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Musanamata zwifananidzo, sewamwe wawo. Sezwakanyorwa: ''Wanhu wakagara kuti wakayhe nekumwa, wakasimuka kuti watambe''. \v 8 Zwino hatiiti upombwe, sewamwe wawo, wakaita wupomwe, wakafa nezuwarimwe, zwiuru

1
10/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Ngatirengei kuedzwa Kristu, sekuedza sewamwe wawo, wakamuedza , wakapadzwa nenyoka. \v 10 Uye musagununguna, sewamwe wawo, wakaparadzwa nengirozi yekuparadza.

1
10/11.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 11 Zwinhu izwi zwakaitika kwaari semufananidzo kwatiri. Zvakanyorwa kuti tiyewerwe isusu, taswikirwa nekuguma kwenyika. \v 12 Zwino unoti ndinomira ngangwarire kuti asadhone. \v 13 Akuna muedzo wakakubatai imi, asi wewanhu wese. Asi Mwari akatendeka. Hangakutenderi kuti muedzwe kudarika pamunokwanisa napo; Asi pamwechete nemuedzo Iye uchakupai iye uchakupai nzira yekubuda nayo, muwe nesimba naiyo.

1
10/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Zwino, hama dzangu, tizai kunamata zwifananidzo. \v 15 Ini ndinokutaurirai sekune wakangwara, mungai zwandinotaura. \v 16 Mukombe weropafadzo, watinoropafadza nawo akusi kusangana neRopa raKristu here? Chingwa chatinogura hakusi, kusangana nemwriri waKristu \v 17 here?Zvechiri chingwa chimwe chega, isu takawanda tiri mweri mumwe chete. Isu tese tinogona pachingwa chimwe.

1
10/18.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 18 Tarisai wanhu weIsraeri: Waya wanoyha zvimbairo awagowani neAritari here? \v 19 Zwino ndirikutaurei zwino? Chabairowa chifananidzo chinhu here? Kana chifananidzo here?

1
10/20.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 20 Kwete asi ini, ndinoti izwo zwinobairwa newahedeni, hawazwibairwi naMwari. Asi madimoni; Saka andidi kuti mubatane nemadimoni! \v 21 Imi hamufaniri kumwa mukobe waIshe nemadimoni. \v 22 Hino tinoda kumutsa godo raIshe here? Isu tinomukunda, nesimba here?

1
10/23.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 23 Ndakatenderwa zvinhu zvese'', azvina maturo. ''Ndakatenderwa zvinhu zvese azvindisimbisi. \v 24 Munhu ngarengere kuzvitswakirazve, asi zvemumwe.

1
10/25.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 25 Iyhai zvese zvinotengeswa kumusika, musingabvunzi chinhu, pamusoro pehana. \v 26 Zwino nyika nekuzara kwaiyo ndezva Jeova. \v 27 Kana munhu asingatendi mukokei kuti ayhe zekuyha, iyhai zvese, zvakagadzirirwa pamberi penyu, apana anobvunza chinhu pamusoro pehana.

1
10/28.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 28 Asi kana munhu akati: '' Cheekuyha chakabairwa badarai,'' musayha. Nekuda kwaiye wakakupangidzirai uye nekuda kwehana. \v 29 Ini anditauri hana yako asi hana yeumwe munhu. Nekuti kusununguka kwangu kunotongerwei nehananyeumwe? \v 30 Kana ini ndichiyha ndinotukirweiko, nekuda kwechinhu chandinopa rumbidzo pamusoro pacho?

1
10/31.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 31 Naizvozvo kana muchiyha kana kumwa, kana muchita chipi nechipi, itai zvese kuti Mwari akudzwe. \v 32 Zvino musagumbhusa waJuda, kana waGiriki, kana nKerenke yaMwari. \v 33 Seni ndinofadza wanhu wese pazwinhu zvese, ndisingatswaki, zvingandibatsira inini, zvinobatsira wanhu wakawanda, kuti waponeswe

1
14/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 14 \v 1 Tererai Rudo, shingirirai muZvipo zvemweya, Asi zvikuru kuti muporofite; \v 2 nekuti uya unotaura nendimi hatauri kuwanhu, asi kunaMwari. Uye akuna anodzwisisa; asi nemweya unotaura zvakawanda. \v 3 Asi uya unoporofita unotaura kuwanhu, kuti wasimbiswe nekurairwa, nekunyaradzwa. \v 4 Uya unotaura nendimi, unosimbisa pachezvake, asi unoporofita unosimbisa nkerenke.

1
14/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Ndinoda kuti imi mose mutaure nendimi; asi chikuru ndinoda kuti muporofite. Uya unoporofita mukuru kune wanotaura nendimi asi kana achidudzira kuti kereke isimbiswe. \v 6 Asi hama, dzangu, kana ndikaswika kwamuri ndichitaura nendimi, ndinokubatsirai? Chinyi, kana ndisingazarurirwi! kana nekuzia, nekuporofita kana kudzidzisa.

1
14/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Kunyangwe zvinhu zvisina wupenyu zvinorira, kana irinyere, kana rundibwa kana zvisingasiani pakurira kwazvo zvingaziwikanwa seiko, zvinoridzwa nenyere kana rudimbwa? \v 8 Kana wamanda isingariri zvikuru, ndiani ungazvigadzira kondorwa? \v 9 Zvakadarowo nemiwo: Kana musingatauri nerurimi rinonatsakuziwikanwa, zvinotaurwa zvichizikana seiko? Nekuti Imi muchataura henyu asi apana anokuswisisai.

1
14/10.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 10 Pasina kufungidzira, kune mitauro yakawanda yakasiana panyika, akuna, chinhu chisina idzwiracho. \v 11 Zvino kana, ndisingaziwi kuti rinotaurei, ini ndichawa semunhu werumwe mutauro, kune unotaura uchawa semunhu werimwe rurimi.

1
14/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Saizvozvo imi zvamunoshingirira, muzvinhu zvemweya tsakai kusimbisa kereke. \v 13 Zwino, unotaura nendimi unofanira kunata kuti aturikire. \v 14 Nekuti kana ndichinamata nendimi, Mweya wangu unonamata asi, pfungwa kwangu kunoshaiwa zvibereko.

1
14/15.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 15 Zvino chiko? ndichanamata nemweya wangu, ndichanamata nekufunga kwangu. Ndichaimba nemweya wangu, uye ndichaimba nekufunga kwanguwo. \v 16 Zvikasaita kudaro, kana iwewe uchinamata Mwari nemweya, ko uyu akagara pachigaro chawasina kudzidza, uchaita ''ameni'' seiko pakunamata kwako zvasingaziwi chaunotaura iwe?

1
14/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Nekuti iwewe unonamata zvakanaka, asi wamwe wanhu, hawasimbiswi. \v 18 Ini ndinotenda Mwari nekutaura nendimi dzakawanda kudarika imi mwese, \v 19 Asi pakereke ndinoda zvikurr kutaura mashoko mashoma nekufunga kwangu, kuti ndidzidzise, wamwe, kutaura nendimi, mashoko anezvuru zvinegumi.

1
14/20.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 20 Hama dzangu, musaita wana, pakuziya, asi muwe wacheche; pazvinhu zvakaipa, asi pakufunga iwai wakuru. \v 21 Pamutemo zvakanyorwa pachiti: ''ndichataura kuwanhu awa, ndichitaura newanhu wedzimwe ndimi nemimwe miromo; kunyangwe zvakadaro asi nekudaro, Awana, Kundinzwa'', ndizvo zvinotaura Ishe.

1
14/22.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 22 Zvino ndimi adzisi chiratidzo kune wanotwenda, asi kune wasingatendi; Asi chiporofita chiratidzo, kwete kune wasiri waKristu; asi kune waKristu. \v 23 Zwino kana kereke yese yaungana, wese wakataura nendimi, wasina kufunda, kana wasina kutenda, wakapinda hawati munopenga here?

1
14/24.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 24 Asi kana wese waporofita mumwe usingatendi kana mumwe wekunze, usina kudzidza, akapinda uchatendeswa newese uchatongwa, nezvese zvataurirwa. \v 25 Nenzira iyi zvakawadzika zviri mumuyo wake zvicharatidzwa; naizvozvo uchawira pasi nechiso chake, uchinamata Ishe, nekupupura kuti Mwari uri pakati penyu.

1
14/26.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 26 Tichatiyiko, hama dzangu? Kana muchiungana mumwe nemumwe, unepisarema, unechekufundisa, unechakazarurirwa, unerimwe rurimi, unechekuturikira, ngazviitwe zvese kuti musimbiswe. \v 27 Kana munhu achitaura, nerimwe rurimi, ngazviitwe newawiri kana kuti wasapfure watatu, wachitaurirana wachidudzira. \v 28 Kana pasina wanodudzira , mumwe nemumwe ngarambe akanyarara mukereke. siayai ataure enga iye nekuna Mwari.

1
14/29.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 29 Kuti waporofita wawiri kana watatu, wataure zvinodzwa wamwe wadudzire. \v 30 Asi, kuzarurirwa kumwe kupapiwa wakagara pasi mukereke, ngarambe akanyarara nezvirikutaurwa.

1
14/31.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 31 Nekuti mumwe nemumwe unongona kuporofita, paimwi mese, kuti wese wadzidze wese wasimbiswe. \v 32 Mweya yewaporofita inozvisa pasi wewaporofita. \v 33 Nekuti Mwari haasi Mwari wekupesanisana, asi werugare. sepakereke yewaswene.

1
14/34.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 34 Wakadzi wanofanira kunyarara mumakereke, nekuti haatenderwi kutaura. Kunze kwazvo, wanofanira kuzviisa pasi, sekutaura kunoita mutemo. \v 35 kana paine zvaanoda kubvunza iwo, ngabvunze warume wawo, kumba. Nekuti zvinonyadzisa kuti ataure mukereke. \v 36 Ko shoko raMwari rakabva kwamuri here. kana kuti rabva kwamuri mwenga here?

1
14/37.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 37 Kana munhu achifunga kuita muporofita, kana kuti wemweya. Natende kuti murairo waIshe wandakakunyorerai. \v 38 Asi kana munhu akasawaziwa, izvi azvingaziwikani.

1
14/39.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 39 Zwino, hama, shingirirai kuporofuita, uye musarambidza mumwe kutaura nendimi. \v 40 Asi zvese ngazviitwe nenzira yakafanira

1
14/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
CHITSAUKO 14

View File

@ -1 +1 @@
1 Corinthians
Tsamba yekutanga yeWakorinde

View File

@ -33,15 +33,32 @@
],
"parent_draft": {},
"translators": [
"Tomussoni Jose Machinga",
"Carlitos joao pedro",
"Carlitos Joao Pedro",
"Itai",
"salomao",
"salomao charles meque",
"Carlitos JP Alfazema"
"Carlitos JP Alfazema",
"Itai_Viegas"
],
"finished_chunks": [
"front-title",
"01-title",
"01-01",
"01-04",
"01-07",
"01-10",
"01-12",
"01-14",
"01-17",
"01-18",
"01-20",
"01-22",
"01-24",
"01-26",
"01-28",
"01-30",
"02-title",
"02-01",
"02-03",
@ -61,6 +78,17 @@
"03-16",
"03-18",
"03-21",
"04-title",
"04-01",
"04-03",
"04-05",
"04-06",
"04-08",
"04-10",
"04-12",
"04-14",
"04-17",
"04-19",
"05-title",
"05-01",
"05-03",
@ -68,7 +96,17 @@
"05-09",
"05-11",
"06-title",
"06-01",
"06-04",
"06-07",
"06-09",
"06-12",
"06-14",
"06-16",
"06-18",
"06-19",
"07-title",
"07-01",
"07-03",
"07-05",
"07-08",
@ -82,6 +120,7 @@
"07-29",
"07-32",
"07-35",
"07-36",
"07-39",
"08-title",
"08-01",
@ -100,7 +139,21 @@
"09-19",
"09-21",
"09-24",
"10-title",
"10-01",
"10-05",
"10-07",
"10-09",
"10-11",
"10-14",
"10-18",
"10-20",
"10-23",
"10-25",
"10-28",
"10-31",
"11-title",
"11-01",
"11-05",
"11-07",
"11-09",
@ -130,6 +183,23 @@
"13-04",
"13-08",
"13-11",
"14-title",
"14-01",
"14-05",
"14-07",
"14-10",
"14-12",
"14-15",
"14-17",
"14-20",
"14-22",
"14-24",
"14-26",
"14-29",
"14-31",
"14-34",
"14-37",
"14-39",
"15-title",
"15-01",
"15-03",
@ -158,6 +228,7 @@
"15-56",
"15-58",
"16-title",
"16-01",
"16-03",
"16-05",
"16-07",