\v 5 Saka musatonga chinhu kana nguwa isati yakwana, kuswikira Ishe wauya. Iye uchabudisa pachena zwakawandzika zwerima, nekuratidza mifungo yemumoyo. Zwino mumwe nemumwe achagamuchira uchatambira rumbidzo yaMwari.