\v 19 Amuziwi kuti mwiri wentu ichechi yeMweya muswene urimukati mwenyu, wamakapiwa na Mwari? hawusi wenyu. \v 20 Nekuti, makatengwa nemutengo. Saka kudzai, Mwari mumwiri wenyu iri yaMwari