\v 18 Nekuti shoko remuchinjikwa wupenzi kune wanoparadzwa; asi kwatiri isu, tinoponeswa, isimba RaMwari. \v 19 Zwakanyorwa zwichiti: ''Ndichaparadza wuchenjeri ndichaparadza wuchenjeri wewakachenjera, ndichabvisa kuziwa kwewanoziwa''.