1 line
331 B
Plaintext
1 line
331 B
Plaintext
\v 5 Ndinoda kuti imi mose mutaure nendimi; asi chikuru ndinoda kuti muporofite. Uya unoporofita mukuru kune wanotaura nendimi asi kana achidudzira kuti kereke isimbiswe. \v 6 Asi hama, dzangu, kana ndikaswika kwamuri ndichitaura nendimi, ndinokubatsirai? Chinyi, kana ndisingazarurirwi! kana nekuzia, nekuporofita kana kudzidzisa. |