mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/14/20.txt

1 line
301 B
Plaintext

\v 20 Hama dzangu, musaita wana, pakuziya, asi muwe wacheche; pazvinhu zvakaipa, asi pakufunga iwai wakuru. \v 21 Pamutemo zvakanyorwa pachiti: ''ndichataura kuwanhu awa, ndichitaura newanhu wedzimwe ndimi nemimwe miromo; kunyangwe zvakadaro asi nekudaro, Awana, Kundinzwa'', ndizvo zvinotaura Ishe.