1 line
307 B
Plaintext
1 line
307 B
Plaintext
\v 24 Asi kana wese waporofita mumwe usingatendi kana mumwe wekunze, usina kudzidza, akapinda uchatendeswa newese uchatongwa, nezvese zvataurirwa. \v 25 Nenzira iyi zvakawadzika zviri mumuyo wake zvicharatidzwa; naizvozvo uchawira pasi nechiso chake, uchinamata Ishe, nekupupura kuti Mwari uri pakati penyu. |