\v 24 Asi kune wakadaidzwa na Mwari, waJudha newagiriki, isu tinoparidza Kristu, Isimba raMwari Newuchenjeri waMwari. \v 25 Nekuti wupenzi waMwari wakachenjera kudarika wanhu, kuneta kwaMwari kwakasimba kudarika kwewanhu.