mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/14/10.txt

1 line
233 B
Plaintext

\v 10 Pasina kufungidzira, kune mitauro yakawanda yakasiana panyika, akuna, chinhu chisina idzwiracho. \v 11 Zvino kana, ndisingaziwi kuti rinotaurei, ini ndichawa semunhu werumwe mutauro, kune unotaura uchawa semunhu werimwe rurimi.