\v 3 Chinhu chidokodoko kwandiri kuti nditokwe nemwi kana kutongwa kwemunhu, andizwitongi ndirinemwi. \v 4 Nekuti andiziwi nyaya yandirikupomerwa; asi andiruramiswi neizwozwo. Asi Ishe ndiye unonditonga.