1 line
334 B
Plaintext
1 line
334 B
Plaintext
\v 6 Zwino hama, dzangu, zwinhu izwi ndakazwinyora ndichizwifananidzira Ini neAporo, nekuda kwenyu, kuti mudzidze nesu: ''Kusapfura izwo zwakanyorwa''; kuti mumwe asazwikudze muchifurira umwe. \v 7 Uye, kune anowona musiyano, pakati penyu? Chiko chauinacho chausina kutambira mahara? Kana wakapiwa unozwikudzireiko semusina kutambira? |