mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/06/04.txt

1 line
327 B
Plaintext

\v 4 Zwino kana mune nyaya dzeupenyu, wuno dzinofanira kutongwa, munogadza seiko awo wanozwidzwa pachechi kuti iwo watonge? \v 5 Ini ndinotaura zwino izwi kuti munyadziswe. hakuna wakangwara pakati penyu ungakwanisa kutonga pakati pehama nehama yake here? \v 6 Asi hama inokwirira hama, achizwiita pamberi pewasingatendi here!