mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/10/28.txt

1 line
327 B
Plaintext

\v 28 Asi kana munhu akati: '' Cheekuyha chakabairwa badarai,'' musayha. Nekuda kwaiye wakakupangidzirai uye nekuda kwehana. \v 29 Ini anditauri hana yako asi hana yeumwe munhu. Nekuti kusununguka kwangu kunotongerwei nehananyeumwe? \v 30 Kana ini ndichiyha ndinotukirweiko, nekuda kwechinhu chandinopa rumbidzo pamusoro pacho?