mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/06/07.txt

1 line
221 B
Plaintext

\v 7 Zwino matowa nemhoswa kwazwo pakati penyu, zwamunosimukirana. Munorambirei kutenda kuitirwa zwisina kururama? Munorambireiko kutenda kubirwa? \v 8 Asi imi munoita zwisina kururama, munonyengetera, muchizwiitira hama!