mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/01/14.txt

1 line
247 B
Plaintext

\v 14 Ndinotenda Mwari, kuti andina kubhabhatidza mumwe wenyu, asi Krispo na Gayo; \v 15 Kuti kusawe nemunhu ungati, makabhabbhatidzwa muzita rangu. Zwekare ndakabhabhatidzawo imba yaStefana. \v 16 Asi wamwe andiziwe kuti ndakabhabhatidza mumwe.