\c 7 \v 1 Zvino pamusoro pezwamakanyora: "Zvakanaka kuti murume asabate mukadzi". \v 2 Asi nekuda kwe ufewe, murume umwe neumwe anofanira kuwa nemukadzi wake, uye mukadzi umwe neumwe anofanira kuwa nemurume wake.