mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/14/34.txt

1 line
336 B
Plaintext

\v 34 Wakadzi wanofanira kunyarara mumakereke, nekuti haatenderwi kutaura. Kunze kwazvo, wanofanira kuzviisa pasi, sekutaura kunoita mutemo. \v 35 kana paine zvaanoda kubvunza iwo, ngabvunze warume wawo, kumba. Nekuti zvinonyadzisa kuti ataure mukereke. \v 36 Ko shoko raMwari rakabva kwamuri here. kana kuti rabva kwamuri mwenga here?