mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/06/09.txt

1 line
377 B
Plaintext

\v 9 Hamuziwi here kuti wasina kururama hawapindi muwuMambo waMwari here? Musarasike; nekuti mhombwe,kana wanonamata zwifananidzo, kana wanoita ufewe, kana wakabata, kana wanoita zwakashata \v 10 newarume, hakuna wanopinda muwuMambo waMwari. \v 11 Wamwe wenyu wanga wakadaro. Asi makangendzwa, asi makaitwa watswene. Makaruramiswa nezita raShe Jesu Kristu nemweya waMwari wedu.