Compare commits
170 Commits
d5219db093
...
1ba5b02a36
Author | SHA1 | Date |
---|---|---|
Itai_Viegas | 1ba5b02a36 | |
tsDesktop | 1588e035ae | |
tsDesktop | 55f337b359 | |
tsDesktop | 03fe3fb5ef | |
tsDesktop | bd029b8da3 | |
tsDesktop | adf0fd7c0a | |
tsDesktop | f1d9fd136e | |
tsDesktop | a0548dd6c8 | |
tsDesktop | 2fd6d2f0d9 | |
tsDesktop | 464d09b2a4 | |
tsDesktop | 352bcbb37b | |
tsDesktop | e9a24b4e06 | |
tsDesktop | 87f380bb60 | |
tsDesktop | 8722ad8a60 | |
tsDesktop | f068907431 | |
tsDesktop | f143b636fa | |
tsDesktop | baed038c97 | |
tsDesktop | 10fb8529ac | |
tsDesktop | b577fb7656 | |
tsDesktop | f585590b86 | |
tsDesktop | 4e7f884dec | |
tsDesktop | 16e3724685 | |
tsDesktop | 1207cbb37b | |
tsDesktop | c960f286a0 | |
tsDesktop | 9c3969ce22 | |
tsDesktop | b2d8271472 | |
tsDesktop | 097aef0129 | |
tsDesktop | 7383bf8422 | |
tsDesktop | ca0d6bdccd | |
tsDesktop | 4abcc3a80a | |
tsDesktop | b7c2f93eb0 | |
tsDesktop | c38219e79d | |
tsDesktop | 44899bf60b | |
tsDesktop | 3485755aca | |
tsDesktop | 7d88406658 | |
tsDesktop | fac7730028 | |
tsDesktop | 35efe4dfc3 | |
tsDesktop | 168a048f74 | |
tsDesktop | 4383a5eacc | |
tsDesktop | 053bfc4ab5 | |
tsDesktop | 01ab7c3590 | |
tsDesktop | 6f3bc28dc0 | |
tsDesktop | 5c162ed3de | |
tsDesktop | d4e748d478 | |
tsDesktop | 6736530be4 | |
tsDesktop | be6be9ef99 | |
tsDesktop | 94e711bc38 | |
tsDesktop | aa426aff6d | |
tsDesktop | fec0b161e7 | |
tsDesktop | 3c118ab726 | |
tsDesktop | d3361fe9d5 | |
tsDesktop | 84a61a013c | |
tsDesktop | 241136bac5 | |
tsDesktop | 9bf3b267e6 | |
tsDesktop | f3de738609 | |
tsDesktop | baa7fe6dfa | |
tsDesktop | 196bbda984 | |
tsDesktop | 4532bcacc1 | |
tsDesktop | 04037767b4 | |
tsDesktop | 8af5d241d9 | |
tsDesktop | 360efc9585 | |
tsDesktop | 640780cc5c | |
tsDesktop | 7011cf835c | |
tsDesktop | 94927802f7 | |
tsDesktop | a7ff5d5ece | |
tsDesktop | d6b14e9845 | |
tsDesktop | b04596a9c0 | |
tsDesktop | 9d691e6f91 | |
tsDesktop | 7f6d4822b0 | |
tsDesktop | 8da2a52a95 | |
tsDesktop | 89a5b7ec63 | |
tsDesktop | 59dc2810e7 | |
tsDesktop | 3542b53862 | |
tsDesktop | 43d86da43b | |
tsDesktop | 37ebdb1012 | |
tsDesktop | b05a64610b | |
tsDesktop | e6b0d949a5 | |
tsDesktop | 430d55d109 | |
tsDesktop | 12498a96d5 | |
tsDesktop | 9a2ff00790 | |
tsDesktop | c8f02cb821 | |
tsDesktop | 0769a8ed79 | |
tsDesktop | e6cb3bb02f | |
tsDesktop | 83db7ed63b | |
tsDesktop | de49b15190 | |
tsDesktop | 80d48fe3c3 | |
tsDesktop | 8b643d7fd3 | |
tsDesktop | c2b86b94c2 | |
tsDesktop | 607156b769 | |
tsDesktop | 2912cec5db | |
tsDesktop | 827287f32e | |
tsDesktop | a3426ac6ae | |
tsDesktop | 1f6e4d00fd | |
tsDesktop | f49a397c7e | |
tsDesktop | 412b973f78 | |
tsDesktop | adff9fbe9c | |
tsDesktop | 6cd4880bb7 | |
tsDesktop | e0b711d6d1 | |
tsDesktop | 6ebadd6f73 | |
tsDesktop | 47b894c7e7 | |
tsDesktop | 3ffe0fbbcb | |
tsDesktop | 8814c76e8a | |
tsDesktop | 1d3b30abe5 | |
tsDesktop | 49b23b6203 | |
tsDesktop | 098a7f04d7 | |
tsDesktop | f4cf35a086 | |
tsDesktop | de0625c254 | |
tsDesktop | 6c8d656a2d | |
tsDesktop | 1c9eaff0f5 | |
tsDesktop | 3e3baeb332 | |
tsDesktop | 00de6ef4d4 | |
tsDesktop | e74e038529 | |
tsDesktop | 3c3e0b538d | |
tsDesktop | 3898cae2ab | |
tsDesktop | 211a09d55c | |
tsDesktop | c7aa673277 | |
tsDesktop | fd0f7ea4aa | |
tsDesktop | c834dfbe62 | |
tsDesktop | fa7018ff94 | |
tsDesktop | 605b6b1312 | |
tsDesktop | 4a4e2583d1 | |
tsDesktop | 52a9ad3811 | |
tsDesktop | d439a73542 | |
tsDesktop | 342d70f7fc | |
tsDesktop | c21078b1d5 | |
tsDesktop | 7db5805ce5 | |
tsDesktop | 62aea5909e | |
tsDesktop | 06dd664d37 | |
tsDesktop | 7ca1a9f523 | |
tsDesktop | 244e07f09f | |
tsDesktop | 803d95702a | |
tsDesktop | 8ea0d14891 | |
tsDesktop | 2e16dd6c6e | |
tsDesktop | b0aa444002 | |
tsDesktop | 0c9a37d684 | |
tsDesktop | 402a844448 | |
tsDesktop | a04facc313 | |
tsDesktop | 03bd12080e | |
tsDesktop | 237fbea73e | |
tsDesktop | 449d17553c | |
tsDesktop | af80545e39 | |
tsDesktop | b98d2f706e | |
tsDesktop | 93702ae52e | |
tsDesktop | f8aa686bc1 | |
tsDesktop | 65c34ea865 | |
tsDesktop | cf99ee7fca | |
tsDesktop | 7ae8f1f9a9 | |
tsDesktop | e58f79093d | |
tsDesktop | 805837780c | |
tsDesktop | 8e51f8f17d | |
tsDesktop | 8c76a90c78 | |
tsDesktop | 459ae11d1a | |
tsDesktop | c0c057bcf3 | |
tsDesktop | deab4718f2 | |
tsDesktop | 2b8f5f2929 | |
tsDesktop | 437789b97b | |
tsDesktop | cc2a1d96af | |
tsDesktop | 8dc278b224 | |
tsDesktop | 346a55bee2 | |
tsDesktop | eb4b7a2e01 | |
tsDesktop | 8da2db44c9 | |
tsDesktop | c717c3f691 | |
tsDesktop | b967b5d18d | |
tsDesktop | 16bff6bd10 | |
tsDesktop | 004f5fb6ed | |
tsDesktop | 986c621a66 | |
tsDesktop | 7e6339af16 | |
tsDesktop | 5dcb88e02d | |
tsDesktop | 7c9d28e1ad | |
tsDesktop | aa7c413dbc |
|
@ -0,0 +1,3 @@
|
|||
\c 2 \v 1 Matenga nenyika zvakapera mukushongedzwa kukuru kwazvo kwose. \v 2 Naizvozvo
|
||||
Pazuva rechinomwe Mwari akanga apedza basa raakanga achiita; saka pazuwa rechinomwe akazorora pamabasa ake ose. \v 3 Uye Mwari akaropafadza zuwa rechinomwe akariita dzvene nokuti pazuwa iroro akazorora pabasa rose rekusika raakanga aita.
|
||||
Adhamu naEvha
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 4 Iyi ndiyo rondedzero yamatenga nenyika pazvakasikwa.
|
||||
Jehovha Mwari paakaita nyika nematenga. \v 5 Uye kwakanga kusati kwawa namakwenzi esango panyika, uye miriwo yesango yakanga isati yamera, nokuti Jehovha Mwari akanga asati anayisa mvura panyika uye kwakanga kusina munhu wokuzorima panyika. \v 6 asi howa dzaibuda dzichibva pasi uye dzichinyorowesa pasi pose,
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 8 Mwari akaumba munhu kubva paguruwa reivhu uye akafemera mweya woupenyu mumhino dzake, uye munhu akawa mupenyu.
|
||||
\v 7 Zvino Jehovha Mwari akanga asima bindu kumabvazuva, muEdheni; uye akaisa munhu waakanga aumba imomo.
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 9 Uye Jehovha Mwari akaita mhando dzose dzemiti kuti dzimere kubva muivhu, miti yaifadza meso uye yakanga yakanaka pakuyha. Pakati pebindu pakanga pa mine muti woupenyu nomuti wokuziva zvakanaka nezvakaipa.
|
||||
\v 10 Rwizi rwaidiridza bindu rwaiyerera ruchibva muEdheni; kubva imomo rwakaparadzana rukawa hova ina.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 11 Zita rerwokutanga ndiPishoni; runopoterera nomunyika yose yeHavhira, imomo mune goridhe. \v 12 (Goridhe romunyika iyoyo rakanaka; uyewo dheriamu nebwe reonikisi zvirimo.)
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 13 Zita rorwizi rwechipiri ndiGihoni; runopoterera nomunyika yose yeEtiopia. \v 14 Zita rorwizi rwechitatu ndiTigirisi; rinoyerera ruchitevedza rutiwi rwemabvazuva eAshuri. Uye rwizi rwechina ndiYufuratesi
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 15 Jehovha Mwari akatora munhu akamuisa mubindu reEdheni kuti aririme nokurichengeta. \v 16 Uye Jehovha Mwari akarayira munhu achiti, Wakasununguka kuti udye zvinobva pamuti upi zvawo uri mubindu; \v 17 asi haufaniri kudya zvinobva pamuti wokuziwa zvakanaka nezvakaipa, nokuti pauchaudya uchafa zvirokwazvo
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 18 Jehovha Mwari akati, Hazvina kunaka kuti munhu agare ari ega. Ndichamuitira mubatsiri akamukwanira. \v 19 Zvino Jehovha Mwari akanga aumba kubva muivhu, mhuka dzese dzesango neshiri dzese dzedenga. Akazviyisa kuna Adamu kuti aone kuti achazvitumidza mazita api, uye chisikwa chipenyu chimwe nechimwe sezvachakatumidzwa nemunhu, ndiro rakawa zita racho. \v 20 Saka Adamu akatumidza mazita kuzvipfuwo zvose, nokushiri dzose dzedenga nemhuka dzose dzesango. Asi kuna Adhamu kwakanga kusina kuwanikwa mubatsiri akamukwanira akamukwanira
|
|
@ -0,0 +1,5 @@
|
|||
\v 21 Saka Jehovha Mwari akaita kuti munhu arare hope guru; uye paakanga achakarara, akatora rumwe rumbabvu rwemunhu akavhara nenyama nzvimbo yakarubvisa. \v 22 Ipapo Jehovha Mwari akaita mukadzi kubva parumbabvu rwaakanga abvisa pamunhu, uye akamuuyisa kuna murume.
|
||||
\v 23 Adamu akati,
|
||||
zvino uyu ipfupa ramapfupa angu, nemyama yenyama yangu;
|
||||
achanzi mukadzi,
|
||||
nokuti akatorwa kubva pamurume.
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 24 Nokuda kwechikonzero ichi, murume achasiya baba namai wake agonamatira kumukadzi wake, uye wachawa
|
||||
nyama imwe chete. \v 25 Murume nomukadzi wake wakanga wasina kupfeka wose, uye hawana kutonbonyara.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
Genesisi
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\c 4 \v 1 \v 2 4Adhamu akarara nomukadzi wake Evha, uye akava nemimba akabereka Kaini. Akati, “Norubatsiro rwaJehovha, ndabereka murume.†2 Mushure akabereka mununʼuna wake Abheri.
|
||||
Zvino Abheri aiva mufudzi wamakwai, uye Kaini aiva murimi wevhu.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 3 \v 4 \v 5 3Â Mukufamba kwenguva, Kaini akauya nezvimwe zvezvibereko zvevhu sechipiriso kuna Jehovha. 4Â Asi Abheri akauya nomugove wamafuta aibva mumhongora dzamakwai. Jehovha akagamuchira Abheri nechipiriso chake, 5Â asi Kaini nechipiriso chake haana kumugamuchira. Saka Kaini akatsamwa zvikuru, uye chiso chake chikaunyana.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 6 \v 7 6 Ipapo Jehovha akati kuna Kaini, “Wakatsamweiko? Seiko chiso chako chakaunyana? 7 Kana ukaita zvakanaka, haungagamuchirwi here? Asi kana usingaiti zvakanaka, chivi chakakuvandira pamukova wako; chinoda kukubata, asi iwe unofanira kuchikunda.â€
|
|
@ -0,0 +1,3 @@
|
|||
\v 8 \v 9 Zvino Kaini akati kumununʼuna wake, “Ngatimbobuda tiende kumunda.†Uye vakati vari mumunda Kaini akarwisa mununʼuna wake Abheri akamuuraya.
|
||||
9 Ipapo Jehovha akati kuna Kaini, “Aripiko mununʼuna wako Abheri?â€
|
||||
Iye akati, “Handizivi. Ko, ndini muchengeti womununʼuna wangu here?â€
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 10 \v 11 \v 12 10 Jehovha akati, “Waiteiko? Inzwa! Ropa romununʼuna wako riri kudanidzira kwandiri richibva muvhu. 11 Zvino watukwa uye wadzingwa panyika yazarura muromo wayo kuti imedze ropa romununʼuna wako kubva paruoko rwako. 12 Paunorima ivhu, harichazombokuberekeri zvibereko zvaro. Uchava mudzungairi asingatongozorori panyika.â€
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 13 \v 14 \v 15 13 Kaini akati kuna Jehovha, “Kurangwa kwangu kunopfuura zvandinokwanisa kutakura. 14 Nhasi muri kundidzinga kubva panyika, uye ndichavanzwa pamberi penyu; ndichava mudzungairi asina zororo panyika, uye ani naani achandiwana achandiuraya.â€
|
||||
15 Asi Jehovha akati kwaari, “Kwete hazvingadaro; kana munhu upi zvake akauraya Kaini, achatsiviwa kanomwe.†Ipapo Jehovha akaisa rupau pana Kaini kuitira kuti kurege kuva nomunhu anenge amuwana angazomuuraya.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 16 \v 17 16Â S17Â Kaini akarara nomukadzi wake, akava nemimba akamuberekera Enoki. Ipapo Kaini akanga achivaka guta, uye akaritumidza zita romwanakomana wake Enoki.
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 18 \v 19 , uye Iradhi akanga ari baba vaMehujaeri, uye Mehujaeri akanga ari baba vaMetushaeri, uye Metushaeri akanga ari baba vaRameki.
|
||||
19Â Rameki akawana vakadzi vaviri, mumwe ainzi Adha uye mumwe ainzi Zira.
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 20 \v 21 \v 22 Adha akabereka Jabhari, ndiye akanga ari baba vavaya vanogara mumatende vaichengeta zvipfuwo. 21 Zita romununʼuna wake rainzi Jubhari; akanga ari baba wavose vanoridza rudimbwa nenyere. 22 Zira akanga ane mwanakomana, Tubhari-Kaini, aigadzira nhumbi dzemhando dzose dzendarira nedzesimbi. Hanzvadzi yaTubhari-Kaini yainzi Naama.
|
||||
23Â
|
|
@ -0,0 +1,7 @@
|
|||
\v 23 \v 24 Rameki akati kuvakadzi vake,
|
||||
“Adha naZira, nditeererei;
|
||||
imi vakadzi vaRameki, inzwai mashoko angu.
|
||||
Ndauraya munhu nokuti andikuvadza,
|
||||
nejaya nokuti randipwanya.
|
||||
24Â Kana Kaini achitsiviwa kanomwe,
|
||||
naizvozvo Rameki kana makumi manomwe namanomwe
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 25 \v 26 wake, akabAdhamu akararazve nomukadzi ereka mwanakomana akamutumidza zita rokuti Seti, achiti, “Mwari andipa mumwe mwana panzvimbo yaAbheri, sezvo Kaini akamuuraya.†26 Setiwo akava nomwanakomana, akamutumidza zita rokuti Enoshi.
|
||||
Panguva iyo vanhu vakatanga kudana kuzita raJehovha.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 29 \v 30 29Â vose vari vaviri Abhurama naNahori vakawana. Zita romukadzi waAbhurama rainzi Sarai, uye zita romukadzi waNahori rainzi Mirika; akanga ari mwanasikana waHarani, baba vaMirika naIsika. 30Â Zvino Sarai akanga asingabereki; akanga asina vana.
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 31 \v 32 31Â Tera akatora mwanakomana wake Abhurama, muzukuru wake Roti, mwanakomana waHarani, nomuroora wake Sarai, mukadzi womwanakomana wake Abhurama, uye vakaenda kuUri yavaKaradhea pamwe chete kuti vaende kuKenani. Asi vakati vasvika paHarani, vakagara ipapo.
|
||||
32Â Tera akararama kwamakore mazana maviri namashanu, uye akafira paHarani
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\c 13 \v 1 \v 2 13Saka Abhurama akakwidza achibva kuIjipiti akaenda kuNegevhi, nomukadzi wake uye nezvinhu zvose zvaakanga anazvo, uye Roti akaenda naye. 2Â Abhurama akanga apfuma kwazvo pamombe nesirivha uye negoridhe.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 3 \v 4 3Â Kubva kuNegevhi akafamba nzvimbo nenzvimbo kudzamara asvika kuBheteri, kunzvimbo iri pakati peBheteri neAi kwaimbova netende rake kare 4Â uye kwaakanga atanga kuvaka aritari. Abhurama akadana kuzita raJehovha ikoko.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 5 \v 6 \v 7 no RotZvii, uyo akanga achifamba naAbhurama, akanga ana makwai nemombewo namatende. 6Â Asi nyika haina kugona kuvaringana kuti vagare pamwe chete, nokuti pfuma yavo yakanga yakawanda kwazvo zvokuti vakanga vasisakwanisi kugara pamwe chete. 7Â Uye gakava rakamuka pakati pavafudzi vaAbhurama navafudzi vaRoti. VaKenani navaPerizi vakanga vachigarawo munyika panguva iyoyo.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 8 \v 9 Saka Abhurama akati kuna Roti, “Ngaparege kuva negakava pakati pako neni, kana pakati pavafudzi vako nevangu, nokuti tiri hama. 9 Ko, nyika yose iyi haisi pamberi pako here? Ngatiparadzane. Kana ukaenda kuruboshwe, ini ndichaenda kurudyi; kana ukaenda kurudyi, ini ndichaenda kuruboshwe.â€
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 10 \v 11 10Â Roti akatarira kumusoro akaona bani rose reJorodhani kuti rakanga rakanyatsonyorova, sebindu raJehovha, kufanana nenyika yeIjipiti, kwakanangana neZoari. (Panguva iyi Jehovha akanga achigere kuparadza Sodhomu neGomora.) 11Â Saka Roti akazvisarudzira bani rose reJorodhani uye akasimuka akananga kumabvazuva. Varume vaviri ava vakaparadzana:
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 12 \v 13 Abhurama akagara munyika yeKenani, Roti akagara pakati pamaguta omumapani uye akadzika matende ake pedyo neSodhomu. 13Â Zvino varume veSodhomu vakanga vakaipa uye vaitadzira Jehovha kwazvo
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 14 \v 15 Jehovha akati kuna Abhurama shure kwokubva kwaRoti, “Simudza meso ako uri pauri ipapo uye utarire kumusoro nezasi, kumabvazuva nokumavirira. 15 Nyika yose yauri kuona ndichakupa iwe navana vako nokusingaperi.
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 16 \v 17 \v 18 Ndichaita kuti vana vako vave seguruva renyika, zvokuti kana pano munhu angagona kuverenga guruva, naizvozvo vana vako vachagona kuverengwawo. 17 Enda, famba munyika, muurefu nomuupamhi hwayo, nokuti ndichaipa kwauri.â€
|
||||
18Â Saka Abhurama akabvisa matende ake uye akandogara pedyo nemiti mikuru yeMamure paHebhuroni, uye akavakira Jehovha aritari ipapo.
|
|
@ -0,0 +1,5 @@
|
|||
\c 15 \v 1 \v 2 \v 3 15Shure kwaizvozvo shoko raJehovha rakasvika kuna Abhurama muchiratidzo richiti:
|
||||
“Usatya, Abhurama.
|
||||
Ndiri nhoo yako,
|
||||
mubayiro wako mukuru chaizvo.â€
|
||||
2 Asi Abhurama akati, “Haiwa Ishe Jehovha, muchandipeiko sezvo ndisina mwana uye Eriezeri weDhamasiko ndiye achava mudyi wenhaka yangu here?†3 Uye Abhurama akati, “Hamuna kundipa vana; saka muranda ari mumba mangu ndiye achava mudyi wenhaka yangu.â€
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 4 \v 5 Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwaari richiti, “Murume uyu haangavi mudyi wenhaka yako, asi mwanakomana anobva mumuviri wako ndiye achava mudyi wenhaka yako.†5 Akamutora akamubudisa panze akati, “Tarisa kumusoro kumatenga uye uverenge nyeredzi uone zvirokwazvo kana ukakwanisa kudziverenga.†Ipapo akati kwaari, “Ndizvo zvichaita vana vako.â€
|
|
@ -0,0 +1,3 @@
|
|||
\v 6 \v 7 \v 8 Abhurama akatenda Jehovha, uye iye akamuti ndiko kururama kwake.
|
||||
7 Akatiwo kwaari, “Ndini Jehovha, akakubudisa munyika yeUri yavaKaradhea kuti ndikupe nyika iyi kuti uitore ive yako.â€
|
||||
8 Asi Abhurama akati, “Haiwa Ishe Jehovha, ndingaziva seiko kuti ndichaitora?â€
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 9 \v 10 \v 11 Saka Jehovha akati kwaari, “Ndivigire tsiru, mbudzi negondobwe, chimwe nechimwe chazvo china makore matatu pamwe chete nenjiva uye nehangaiwa.â€
|
||||
10Â Abhurama akauyisa zvose izvi kwaari, akazvigura napakati uye akaronga hafu dzacho dzakatarisana; asi shiri haana kudzipamura napakati. 11Â Ipapo shiri dzinodya nyama dzakaburukira panyama, asi Abhurama akadzidzinga.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 12 \v 13 Zuva parakanga rovira, Abhurama akabatwa nehope huru, uye rima guru rinotyisa rakauya pamusoro pake. 13 Ipapo Jehovha akati kwaari, “Uzive zvirokwazvo kuti zvizvarwa zvako zvichava vatorwa munyika isati iri yavo, uye vachabatwa senhapwa uye vachibatwa zvakaipa kwamakore mazana mana. 14Â
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 14 \v 15 \v 16 Asi ndicharanga rudzi rwavachashandira senhapwa, uye shure kwaizvozvo vachabuda vaine pfuma zhinji kwazvo. 15 Kunyange zvakadaro, iwe uchaenda kumadzibaba ako norugare uye uchavigwa wakwegura kwazvo. 16 Parudzi rwechina, zvizvarwa zvako zvichadzoka pano, nokuti chivi chavaAmori hachisati chasvika pakuzara kwacho.â€
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 17 \v 18 \v 19 \v 20 \v 21 Zuva rakati ravira, uye kwasviba, choto chinopfungaira utsi uye nomwenje unopfuta zvakaonekwa uye zvikapfuura napakati penhindi. 18 Pazuva iro, Jehovha akaita sungano naAbhurama akati, “Nyika iyi ndinoipa kuzvizvarwa zvako, kubva kurwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukru, Yufuratesi, 19 nyika yavaKeni, navaKenazi, vaKadhimoni, 20 vaHiti, vaPerizi, vaRefaimi, 21 vaAmori, vaKenani, vaGirigashi navaJebhusi
|
|
@ -1,2 +1,6 @@
|
|||
\v 3 \v 4 \v 5 Akati, “Kana ndawana nyasha pamberi penyu, ishe wangu, musapfuura henyu muranda wenyu. 4 Regai muvigirwe mvura shoma, mugoshamba tsoka dzenyu mose uye mugozorora pasi pomuti uyu. 5 Regai ndikutorerei zvokudya kuti mudye, kuitira kuti musimbiswe ipapo mugoenderera henyu mberi norwendo rwenyu, sezvo zvino masvika pamuranda wenyu.â€
|
||||
Vakapindura vakati, “Zvakanaka, ita hako sezvawareva.
|
||||
<<<<<<< HEAD
|
||||
Vakapindura vakati, “Zvakanaka, ita hako sezvawareva.â€
|
||||
=======
|
||||
Vakapindura vakati, “Zvakanaka, ita hako sezvawareva.
|
||||
>>>>>>> d5219db093de55ab14a3bff1ff5c9fa393508e1a
|
||||
|
|
|
@ -1,3 +1,8 @@
|
|||
\v 9 \v 10 Vakamubvunza vakati, “Mukadzi wako Sara aripiko?â€
|
||||
Iye akati, “Ari mutende umo.â€
|
||||
10 Ipapo Jehovha akati, “Zvirokwazvo ndichadzokazve gore rinouya nenguva inenge seino, uye Sara mukadzi wako achava nomwanakomana.
|
||||
<<<<<<< HEAD
|
||||
10 Ipapo Jehovha akati, “Zvirokwazvo ndichadzokazve gore rinouya nenguva inenge seino, uye Sara mukadzi wako achava nomwanakomana.â€
|
||||
Zvino Sara akanga achiteerera ari pamukova wetende wakanga uri shure kwake.
|
||||
=======
|
||||
10 Ipapo Jehovha akati, “Zvirokwazvo ndichadzokazve gore rinouya nenguva inenge seino, uye Sara mukadzi wako achava nomwanakomana.
|
||||
>>>>>>> d5219db093de55ab14a3bff1ff5c9fa393508e1a
|
||||
|
|
|
@ -1 +1,5 @@
|
|||
\v 11 \v 12 Abhurahama naSara vakanga vakwegura uye vava namakore mazhinji, uye Sara akanga atopfuura zera rokubereka vana. 12 Saka Sara akaseka mumwoyo make paakafunga achiti, “Ndichazovawo nomufaro uyu here zvino shure kwokuchembera kwangu, vatenzi vangu vakwegura?
|
||||
<<<<<<< HEAD
|
||||
\v 11 \v 12 Abhurahama naSara vakanga vakwegura uye vava namakore mazhinji, uye Sara akanga atopfuura zera rokubereka vana. 12 Saka Sara akaseka mumwoyo make paakafunga achiti, “Ndichazovawo nomufaro uyu here zvino shure kwokuchembera kwangu, vatenzi vangu vakwegura?â€
|
||||
=======
|
||||
\v 11 \v 12 Abhurahama naSara vakanga vakwegura uye vava namakore mazhinji, uye Sara akanga atopfuura zera rokubereka vana. 12 Saka Sara akaseka mumwoyo make paakafunga achiti, “Ndichazovawo nomufaro uyu here zvino shure kwokuchembera kwangu, vatenzi vangu vakwegura?
|
||||
>>>>>>> d5219db093de55ab14a3bff1ff5c9fa393508e1a
|
||||
|
|
|
@ -1,2 +1,6 @@
|
|||
<<<<<<< HEAD
|
||||
\v 13 \v 14 \v 15 13 Ipapo Jehovha akati kuna Abhurahama, “Seiko Sara aseka achiti, ‘Ndichava nomwana zvechokwadi here, sezvo zvino ndakwegura?’ 14 Pane chinhu chakaoma kuna Jehovha here? Ndichadzokazve kwauri gore rinouya senguva dzakatarwa uye Sara achava nomwanakomana.â€
|
||||
=======
|
||||
\v 13 \v 14 \v 15 Ipapo Jehovha akati kuna Abhurahama, “Seiko Sara aseka achiti, ‘Ndichava nomwana zvechokwadi here, sezvo zvino ndakwegura?’ 14 Pane chinhu chakaoma kuna Jehovha here? Ndichadzokazve kwauri gore rinouya senguva dzakatarwa uye Sara achava nomwanakomana.â€
|
||||
>>>>>>> d5219db093de55ab14a3bff1ff5c9fa393508e1a
|
||||
15 Sara akatya, saka akareva nhema akati, “Handina kuseka.â€
|
|
@ -1 +1,6 @@
|
|||
\v 16 \v 17 \v 18 \v 19 Varume vakati vasimuka kuti vaende, vakatarisa vakananga zasi kuSodhomu, uye Abhurahama akafamba navo achivaperekedza. 17 Ipapo Jehovha akati, “Ko, ndichavanzira Abhurahama zvandiri kuda kuita here. 18 Zvirokwazvo Abhurahama achava rudzi rukuru rune simba, uye ndudzi dzose dzapanyika dzicharopafadzwa kubudikidza naye. 19 Nokuti ndakamusarudza kuti agotungamirira vana vake neveimba yake kuti vachengete nzira yaJehovha nokuita zvakanaka nezvakarurama, kuitira kuti Jehovha agouyisa pamusoro paAbhurahama zvaakamuvimbisa.
|
||||
<<<<<<< HEAD
|
||||
\v 16 \v 17 \v 18 \v 19 Akati achinonoka, varume vakabata ruoko rwake uye namaoko omukadzi wake neavanasikana vake vaviri vakavabudisa zvakanaka kunze kweguta, nokuti Jehovha akavanzwira tsitsi. 17 Vakati vachangovabudisa kunze, mumwe wavo akati, “Tizai nokuda kwoupenyu hwenyu! Musacheuka, uye musamira papi zvapo mubani! Tizirai kumakomo kuti murege kuparadzwa!â€
|
||||
18 Asi Roti akati kwavari, “Kwete, madzibaba angu, ndapota!
|
||||
=======
|
||||
\v 16 \v 17 \v 18 \v 19 Varume vakati vasimuka kuti vaende, vakatarisa vakananga zasi kuSodhomu, uye Abhurahama akafamba navo achivaperekedza. 17 Ipapo Jehovha akati, “Ko, ndichavanzira Abhurahama zvandiri kuda kuita here. 18 Zvirokwazvo Abhurahama achava rudzi rukuru rune simba, uye ndudzi dzose dzapanyika dzicharopafadzwa kubudikidza naye. 19 Nokuti ndakamusarudza kuti agotungamirira vana vake neveimba yake kuti vachengete nzira yaJehovha nokuita zvakanaka nezvakarurama, kuitira kuti Jehovha agouyisa pamusoro paAbhurahama zvaakamuvimbisa.
|
||||
>>>>>>> d5219db093de55ab14a3bff1ff5c9fa393508e1a
|
||||
|
|
|
@ -1 +1,6 @@
|
|||
\v 20 \v 21 Ipapo Jehovha akati, “Kuchema pamusoro peSodhomu neGomora kukuru kwazvo uye chivi chavo chaipisisa 21 zvokuti ndichaburuka kuti ndinoona kana zvavakaita zvakanyanya kuipa sokuchema kwakasvika kwandiri. Kana zvisina kudaro, ndichazviziva.
|
||||
<<<<<<< HEAD
|
||||
\v 20 \v 21 Tarirai, herino guta riri pedyo randingatizira kwariri, uye iduku zvaro. Regai nditizire kwariri, iduku kwazvo, handizvo here? Ipapo upenyu hwangu hucharwirwa.â€
|
||||
21 Akati kwaari, “Zvakanaka, ndichaitawo zvawakumbira; handisi kuzoparadza guta rauri kureva.
|
||||
=======
|
||||
\v 20 \v 21 Ipapo Jehovha akati, “Kuchema pamusoro peSodhomu neGomora kukuru kwazvo uye chivi chavo chaipisisa 21 zvokuti ndichaburuka kuti ndinoona kana zvavakaita zvakanyanya kuipa sokuchema kwakasvika kwandiri. Kana zvisina kudaro, ndichazviziva.
|
||||
>>>>>>> d5219db093de55ab14a3bff1ff5c9fa393508e1a
|
||||
|
|
|
@ -1 +1,6 @@
|
|||
\v 22 \v 23 Vanhu vaya vakabvapo uye vakaenda vakananga kuSodhomu, asi Abhurahama akaramba amire pamberi paJehovha. 23 Ipapo Abhurahama akaswedera kwaari akati, “Ko, muchaparadza vakarurama pamwe chete navakaipa here?
|
||||
<<<<<<< HEAD
|
||||
\v 22 \v 23 Asi chitizirai ikoko nokukurumidza, nokuti handigoni kuita chinhu chipi zvacho kusvikira masvika kwariri.†(Ndokusaka guta iro richinzi Zoari.)
|
||||
23Â Kusvika kwakaita Roti paZoari, zuva rakanga rakwira pamusoro penyika.
|
||||
=======
|
||||
\v 22 \v 23 Vanhu vaya vakabvapo uye vakaenda vakananga kuSodhomu, asi Abhurahama akaramba amire pamberi paJehovha. 23 Ipapo Abhurahama akaswedera kwaari akati, “Ko, muchaparadza vakarurama pamwe chete navakaipa here?
|
||||
>>>>>>> d5219db093de55ab14a3bff1ff5c9fa393508e1a
|
||||
|
|
|
@ -1,2 +1,6 @@
|
|||
<<<<<<< HEAD
|
||||
\v 24 \v 25 \v 26 Ipapo Jehovha akanayisa safuri inopfuta pamusoro peSodhomu neGomora, zvichibva kudenga kuna Jehovha. 25Â Naizvozvo akaparadza maguta ayo uye nebani rose, navose vakanga vagere mumaguta uyewo nezvose zvakanga zvamera munyika. 26Â Asi mukadzi waRoti akacheuka, akava shongwe yomunyu.
|
||||
=======
|
||||
\v 24 \v 25 \v 26 Ko, kana muguta mune vanhu makumi mashanu vakarurama? Muchariparadza zvechokwadi here mukasasiya nzvimbo iyo nokuda kwavanhu makumi mashanu varimo? 25 Zvakadaro ngazvive kure nemi kuti muite chinhu chakadai, kuti muuraye vakarurama pamwe chete navatadzi, muchiitira vakarurama zvakafanana navatadzi. Zvakadaro ngazvive kure nemi! Ko, mutongi wenyika yose haangaiti zvakarurama here?â€
|
||||
26 Jehovha akati, “Kana ndikawana vanhu vakarurama makumi mashanu vari muguta reSodhomu, ndichaponesa nzvimbo yose nokuda kwavo.
|
||||
26 Jehovha akati, “Kana ndikawana vanhu vakarurama makumi mashanu vari muguta reSodhomu, ndichaponesa nzvimbo yose nokuda kwavo.
|
||||
>>>>>>> d5219db093de55ab14a3bff1ff5c9fa393508e1a
|
||||
|
|
|
@ -1,2 +1,6 @@
|
|||
<<<<<<< HEAD
|
||||
\v 27 \v 28 Fume mangwana mangwanani Abhurahama akamuka akadzokera kunzvimbo yaakanga amira pamberi paJehovha. 28Â Akatarisa zasi kwakanangana nokuSodhomu neGomora, kwakatarisana nokunyika yose yebani, akaona utsi hwakawanda huchisimuka kubva panyika, kufanana noutsi hunobva pachoto.
|
||||
=======
|
||||
\v 27 \v 28 Ipapo Abhurahama akataurazve akati, “Zvino zvandatanga kudai kuti nditaure kuna Ishe, kunyange hazvo ndisiri chinhu asi guruva namadota, 28 ko, kana kukashayikwa vashanu kune vakarurama vana makumi mashanu? Muchaparadza guta rose nokuda kwavashanu ava here?â€
|
||||
Akati, “Kana ndikawana makumi mana navashanu imomo, handingariparadzi.â€
|
||||
Akati, “Kana ndikawana makumi mana navashanu imomo, handingariparadzi.â€
|
||||
>>>>>>> d5219db093de55ab14a3bff1ff5c9fa393508e1a
|
||||
|
|
|
@ -1,6 +1,12 @@
|
|||
<<<<<<< HEAD
|
||||
\v 29 \v 30 \v 31 Saka Mwari paakaparadza maguta omubani, akarangarira Abhurahama, uye akabudisa Roti kubva panjodzi yakaparadza maguta makanga muchigara Roti.
|
||||
Roti naVanasikana Vake
|
||||
30 Roti navanasikana vake vaviri vakabva paZoari vakandogara mumakomo, nokuti akanga achitya kugara muZoari. Iye navanasikana vake vakagara mubako. 31 Rimwe zuva mwanasikana wake mukuru akati kumuduku wake, “Baba vedu vakwegura, uye pano hapana varume vokuti vavate nesu, setsika yenyika yose.
|
||||
=======
|
||||
\v 29 \v 30 \v 31 Zvakarezve akataura kwaari akati, “Ko, kana kukawanikwa makumi mana chete?â€
|
||||
Iye akati, “Nokuda kwamakumi mana iwayo, handingaiti izvozvo.â€
|
||||
30 Ipapo akati, “Ishe ngaarege kunditsamwira, asi regai nditaure hangu. Ko, kana makumi matatu chete vakawanikwamo?â€
|
||||
Iye akapindura akati, “Handingaiti izvozvo kana ndikawana makumi matatu chete.â€
|
||||
31 Abhurahama akati, “Zvino zvandatsunga hangu kudai kuti nditaure kuna Ishe, ko, kana makumi maviri akawanikwamo?â€
|
||||
Iye akati, “Nokuda kwamakumi maviri iwayo, handingariparadzi
|
||||
Iye akati, “Nokuda kwamakumi maviri iwayo, handingariparadzi
|
||||
>>>>>>> d5219db093de55ab14a3bff1ff5c9fa393508e1a
|
||||
|
|
|
@ -1,3 +1,9 @@
|
|||
<<<<<<< HEAD
|
||||
\v 32 \v 33 32 Ngatinwisei baba vedu waini tigorara navo kuti tichengetedze rudzi rwedu kubudikidza nababa vedu.â€
|
||||
33Â Usiku ihwohwo vakanwisa baba vavo waini, uye mwanasikana mukuru akapinda akavata navo. Ivo havana kuziva kuvata kwake pasi kana kumuka kwake.
|
||||
34 Pazuva rakatevera mwanasikana mukuru akati kumuduku wake, “Madeko ndakavata nababa vangu. Ngativanwiseizve waini usiku huno, iwe ugopinda undovata navo kuitira kuti tichengete rudzi rwedu kubudikidza nababa vedu.†35 Saka vakaita kuti baba vavo vanwezve waini usiku ihwohwo uye mwanasikana muduku
|
||||
=======
|
||||
\v 32 \v 33 Ipapo akati, “Ishe ngaarege kunditsamwira, asi regai hangu nditaurezve kamwe chete. Ko, kana gumi chete vakawanikwamo?â€
|
||||
Iye akapindura akati, “Nokuda kwaivavo gumi, handingariparadzi.â€
|
||||
33Â Jehovha akati apedza kutaura naAbhurahama, akabva, uye Abhurahama akadzoka kumba kwake
|
||||
33Â Jehovha akati apedza kutaura naAbhurahama, akabva, uye Abhurahama akadzoka kumba kwake
|
||||
>>>>>>> d5219db093de55ab14a3bff1ff5c9fa393508e1a
|
||||
|
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\c 34 \v 1 \v 2 \v 3 34Zvino Dhaina, mwanasikana akaberekerwa Jakobho naRea, akabuda kundoshanyira madzimai enyika iyo. 2Â Shekemu mwanakomana waHamori muHivhi, mutongi wenzvimbo iyo, akati amuona, akamumanikidza akavata naye, uye akamunyadza. 3Â Mwoyo wake wakadokwairira Dhaina mwanasikana waJakobho, uye aida musikana uyu, uye akataura naye zvinyoronyoro
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 4 \v 5 4 Saka Shekemu akati kuna Hamori baba vake, “Nditorerei musikana uyu kuti ave mukadzi wangu.â€
|
||||
5Â Jakobho paakanzwa kuti mwanasikana wake Dhaina akanga asvibiswa, vanakomana vake vakanga vari kusango nezvipfuwo zvake; saka akanyarara pamusoro pazvo kusvikira vauya kumba.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 6 \v 7 Ipapo Hamori baba vaShekemu vakabuda kundotaura naJakobho. 7Â Zvino vanakomana vaJakobho vakauya vachibva kusango, pavakangonzwa zvakanga zvaitika. Vakanga vane shungu uye vakatsamwa, nokuti Shekemu akanga aita chinhu chinonyadza kwazvo kuna Israeri, chokuvata nomwanasikana waJakobho, chinhu chisingafaniri kuitwa.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 8 \v 9 \v 10 Asi Hamori akati kwavari, “Mwanakomana wangu Shekemu anodokwairira mwanasikana wenyu. Ndapota mupei henyu iye kuti ave mukadzi wake. 9 Ngatiwaniranei; tipei vanasikana venyu uye imiwo mutore vanasikana vedu. 10 Munogona henyu kugara pakati pedu; nyika iri pamberi penyu. Garaimo, tengesaimo, uye muve nepfuma murimo.
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 11 \v 12 \v 13 Ipapo Shekemu akati kuna baba vaDhaina nokuhanzvadzi dzake, “Regai ndiwane nyasha pamberi penyu, uye ndichakupai zvose zvamunoda. 12 Revai henyu roora romwenga uye ndichakupai chipo chikuru sezvamunoda, uye zvose zvamuchareva kwandiri ndicharipa hangu. Ndipei bedzi musikana ave mukadzi wangu.â€
|
||||
13Â Nokuda kwokuti hanzvadzi yavo Dhaina yakanga yasvibiswa vanakomana vaJakobho vakapindura nokunyengera pakutaura kwavo kuna Shekemu nababa vake Hamori.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 14 \v 15 \v 16 \v 17 Vakati kwaari, “Hatingaiti chinhu chakadaro; hatigoni kupa hanzvadzi yedu kumurume asina kudzingiswa. Chingava chinyadziso kwatiri ichocho. 15 Tingangotenderana kana maita chinhu chimwe chete: kuti imi muve sesu nokudzingisa varume vose. 16 Ipapo tichakupai vanasikana vedu uye tigozvitorerawo vanasikana venyu. Tichagara pakati penyu tigova vanhu vamwe nemi. 17 Asi kana musingadi kudzingiswa, isu tichatora hanzvadzi yedu tigoenda.â€
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 18 \v 19 Kutaura wavo kwainge kwakanaka kuna Hamori nomwanakomana wake Shekemu. 19Â Jaya iri raikudzwa zvikuru pakati pemhuri yose yababa varo, harina kunonoka kuita zvavakareva, nokuti akanga achifadzwa nomwanasikana waJakobho.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 20 \v 21 Saka Hamori nomwanakomana wake Shekemu vakaenda kusuo reguta ravo kuti vandotaura navamwe varume vomuguta ravo. 21 Vakati, “Vanhu ava vakanaka kwazvo kwatiri. Ngavagare munyika yedu uye vashambadzire mairi; nyika yakakura kwazvo kwavari. Tinogona kuwana vanasikana vavo uye ivo vanogona kuwana veduwo.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 22 \v 23 Asi varume vachatenderana nesu kuti tive savanhu vamwe nechinhu chimwe bedzi, chokuti vanhurume vedu vadzingiswe, sezvavari ivo. 23Â Ko, mombe dzavo, pfuma yavo nezvimwe zvipfuwo zvavo hazvingavi zvedu here? Saka ngatitenderanei navo, vagogara pakati pedu.â
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 24 \v 25 \v 26 Varume vose vakabuda kusuo reguta vakabvumirana naHamori nomwanakomana wake Shekemu, uye vanhurume vose vomuguta vakadzingiswa.
|
||||
25Â Shure kwamazuva matatu, vose vachiri kurwadziwa, vanakomana vaviri vaJakobho, Simeoni naRevhi, hanzvadzi dzaDhaina, vakatora minondo yavo vakarwisa guta rakanga risina chifungidziro, vakauraya munhurume wose. 26Â Vakauraya Hamori nomwanakomana wake nomunondo uye vakatora hanzvadzi yavo Dhaina kubva mumba maShekemu vakaenda.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 27 \v 28 \v 29 Vanakomana vaJakobho vakasvika kuzvitunha vakapamba guta iro makanga masvibiswa hanzvadzi yavo. 28Â Vakatora makwai avo nemombe dzavo, mbongoro dzavo nezvose zvakanga zviri zvavo muguta uye nezvaiva musango. 29Â Vakatakura pfuma yavo navakadzi vavo vose navana, vakapamba zvinhu zvose zvaiva mudzimba.
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 30 \v 31 Ipapo Jakobho akati kuna Simeoni naRevhi, “Mandiparira dambudziko mukandiita chinhu chinonhuhwa kuvaKenani navaPerizi, vanhu vagere munyika muno. Tiri vashoma isu, uye kana vakandikomberana uye vakarwa neni, ini nemhuri yangu tichaparadzwa.â€
|
||||
31 Asi ivo vakapindura vakati, “Zvakanaka here kuti vabate hanzvadzi yedu sechifeve?â€
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\c 35 \v 1 \v 2 \v 3 35Ipapo Mwari akati kuna Jakobho, “Kwira uende kuBheteri undogara ikoko, uye uvake aritari yaMwari ikoko, iye akazviratidza kwauri pawakanga uchitiza mukoma wako Esau.â€
|
||||
2 Saka Jakobho akati kune veimba yake nokuna vose vakanga vanaye, “Bvisai vamwari vavatorwa vamunavo, muzvinatse uye mupfeke dzimwe nguo dzenyu. 3 Ipapo mugouya tiende kuBheteri, uko kwandichandovaka aritari yaMwari, iye akandipindura pazuva rokutambudzika kwangu uye iye akanga aneni kwose kwandakaenda.â€
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 4 \v 5 Saka vakapa Jakobho vamwari vavatorwa vose vavaiva navo nemhete dzaiva munzeve dzavo, uye Jakobho akazvifushira pasi pomuouki weShekemu. 5Â Ipapo vakasimuka, kutya Mwari kukawira pamusoro pamaguta ose akavapoteredza zvokuti hakuna munhu akavatevera.
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 6 \v 7 \v 8 Jakobho navanhu vose vaaiva navo vakasvika kuRuzi (ndirowo Bheteri) munyika yeKenani. 7Â Akavaka aritari ipapo, akatumidza nzvimbo iyo zita rokuti Eri Bheteri, nokuti Mwari akazviratidza kwaari ipapo paakanga achitiza mukoma wake.
|
||||
8Â Zvino Dhibhora, mureri waRabheka, akafa akavigwa pasi pomuouki mujinga meBheteri. Saka pakatumidzwa zita rokuti Aroni Bhakuti.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 9 \v 10 Shure kwokudzokera kwaJakobho kuPadhani Aramu, Mwari akazviratidza zvakare uye akamuropafadza. 10 Mwari akati kwaari, “Zita rako ndiJakobho, asi hauchanzi Jakobho, zita rako richanzi Israeri.†Saka akamutumidza zita rokuti Israeri.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 11 \v 12 \v 13 Uye Mwari akati kwaari, “Ndini Mwari Wamasimba Ose; berekanai muwande. Rudzi neboka rendudzi zvichabva kwauri, uye madzimambo achabuda kubva mauri. 12 Nyika yandakapa Abhurahama naIsaka ndinoipawo kwauri, uye ndichapa nyika ino kuzvizvarwa zvako zvinokutevera.†13 Ipapo Mwari akakwira kudenga akabva panzvimbo yaakanga ataura naye.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 14 \v 15 Jakobho akamisa mbiru yebwe panzvimbo iyo Mwari akanga ataura naye, uye akadururira chipiriso chinonwiwa pariri; akadirawo mafuta pariri. 15Â Jakobho akatumidza nzvimbo iyo Mwari akanga ataura naye kuti Bheteri.
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 16 \v 17 \v 18 \v 19 \v 20 Ipapo vakapfuurira mberi kubva kuBheteri. Vachiri chinhambwe neEfurati, Rakeri akatanga kurwadziwa uye akatambudzika zvikuru. 17 Uye paakanga achitambudzika zvikuru pakupona mwana, mbuya vaimuchengeta vakati kwaari, “Usatya, nokuti uno mumwe mwanakomana.†18 Paakabudisa mweya wake, nokuti akanga ofa, akatumidza mwanakomana wake zita rokuti Bheni-Oni. Asi baba vake vakamutumidza zita rokuti Bhenjamini.
|
||||
19Â Saka Rakeri akafa akavigwa munzira yaienda kuEfurati (ndiro Bheterehema). 20Â Pamusoro peguva rake Jakobho akaisa mbiru, uye kusvikira zuva ranhasi mbiru iyi inoratidza guva raRakeri.
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 21 \v 22 Israeri akapfuurira mberi zvakare akandodzika tende rake seri kweMigidhari Edheri. 22Â Israeri achiri kugara munyika iyo, Rubheni akapinda akandovata nomurongo wababa vake Bhiriha, uye Israeri akanzwa nezvazvo.
|
||||
Â
|
|
@ -0,0 +1,7 @@
|
|||
\v 23 \v 24 \v 25 Vanakomana vaRea vaiti:
|
||||
Rubheni dangwe raJakobho,
|
||||
Simeoni, Revhi, Judha, Isakari naZebhuruni.
|
||||
24Â Vanakomana vaRakeri vaiva:
|
||||
Josefa naBhenjamini.
|
||||
25Â Vanakomana vaBhiriha murandakadzi waRakeri vaiva:
|
||||
Dhani naNafutari.
|
|
@ -0,0 +1,3 @@
|
|||
\v 26 \v 27 Vanakomana vaZiripa murandakadzi waRea vaiva:
|
||||
Gadhi naAsheri.
|
||||
ÂJakobho akasvika kumusha kuna baba vake Isaka paMamure, pedyo neKiriati Abha (ndiro Hebhuroni), uko kwakambogara Abhurahama naIsaka.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 28 \v 29 Isaka akararama kwamakore zana namakumi masere. 29Â Ipapo akabudisa mweya wake akafa akasanganiswa navanhu vake, akwegura kwazvo. Uye vanakomana vake Esau naJakobho vakamuviga.
|
|
@ -0,0 +1,3 @@
|
|||
\c 36 \v 1 \v 2 \v 3 36Iyi ndiyo nhoroondo yaEsau (ndiye Edhomu).
|
||||
Â
|
||||
2Â Esau akatora mukadzi wake kubva kuvakadzi veKenani: Adha mwanasikana waEroni muHiti, naOhoribhama mwanasikana waAna, muzukuru waZibheoni muHivhi, 3Â uyewo Bhasemati mwanasikana waIshumaeri, hanzvadzi yaNebhayoti.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 4 \v 5 4Â Adha akaberekera Esau Erifazi, Bhasemati akabereka Reueri, 5Â uye Ohoribhama akabereka Jeushi, Jaramu naKora. Ndivo vana vaEsau vaakaberekerwa muKenani.
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 6 \v 7 \v 8 6 Esau akatora vakadzi vake navanakomana vake uye vanasikana vake navamwe vose veimba yake, pamwe chete nemombe dzake nezvimwe zvipfuwo zvake nepfuma yake yose yaakanga awana muKenani, akaenda kunyika yakanga iri kure nomununʼuna wake Jakobho. 7 Pfuma yakanga yawanda kwazvo kuti vagare pamwe chete; nyika yavaigara yakanga isisavaringani vose nokuda kwezvipfuwo zvavo. 8 Saka Esau (ndiye Edhomu) akandogara kunyika yezvikomo yeSeiri.
|
||||
Â
|
|
@ -0,0 +1,6 @@
|
|||
\v 9 \v 10 \v 11 \v 12 Iyi ndiyo nhoroondo yaEsau baba vavaEdhomu munyika yezvikomo yeSeiri.
|
||||
Â
|
||||
10Â Aya ndiwo mazita avanakomana vaEsau:
|
||||
Erifazi, mwanakomana womukadzi waEsau, Adha, Reueri, mwanakomana waBhasemati, mukadzi waEsau.
|
||||
11Â Vanakomana vaErifazi vaiva:
|
||||
Temani, Omari, Zefo, Gatami naKenazi.
|
|
@ -0,0 +1,4 @@
|
|||
\v 13 \v 14 Vanakomana vaReueri vaiva:
|
||||
Nahati, Zera, Shama naMiza. Ava ndivo vaiva vazukuru vaBhasemati mukadzi waEsau.
|
||||
14Â Vanakomana vaOhoribhama, mukadzi waEsau, mwanasikana waAna, muzukuru waZibheoni, vaakaberekera Esau, vaiva:
|
||||
Jeushi, Jaramu naKora.
|
|
@ -0,0 +1,3 @@
|
|||
\v 15 \v 16 Aya ndiwo aiva madzishe pakati pezvizvarwa zvaEsau:
|
||||
Vanakomana vaErifazi, dangwe raEsau, vaiva:
|
||||
madzishe Temani, Omari, Sefo, Kenazi, 16Â Kora, Gatami naAmareki. Aya ndiwo madzishe akabva kuna Erifazi muEdhomu; vaiva vazukuru vaAdha.
|
|
@ -0,0 +1,8 @@
|
|||
\v 17 \v 18 \v 19 Aya ndiwo aiva madzishe pakati pezvizvarwa zvaEsau:
|
||||
Vanakomana vaErifazi, dangwe raEsau, vaiva:
|
||||
madzishe Temani, Omari, Sefo, Kenazi, 16Â Kora, Gatami naAmareki. Aya ndiwo madzishe akabva kuna Erifazi muEdhomu; vaiva vazukuru vaAdha.
|
||||
17Â 19Â Ava ndivo vaiva vanakomana vaEsau (ndiye EdVanakomana vaReueri, mwanakomana waEsau,
|
||||
vaiva madzishe Nahati, Zera, Shama naMiza. Aya ndiwo madzishe akabva kuna Reueri muEdhomu; vakanga vari vazukuru vaBhasemati, mukadzi waEsau.
|
||||
18Â Vanakomana vaOhoribhama, mukadzi waEsau, vaiva:
|
||||
madzishe Jeushi, Jaramu naKora. Aya ndiwo madzishe akabva kuna Ohoribhama mukadzi waEsau mwanasikana waAna.
|
||||
homu) uye aya ndiwo madzishe avo.
|
|
@ -0,0 +1,4 @@
|
|||
\v 20 \v 21 \v 22 20Â Ava ndivo vakanga vari vanakomana vaSeiri muHori, vakanga vachigara mudunhu iroro:
|
||||
Rotani, Shobhari, Zibheoni, Ana, 21Â Dhishoni, Ezeri naDhishani. Vanakomana ava vaSeiri muEdhomu vakanga vari madzishe avaHori.
|
||||
22Â Vanakomana vaRotani vaiva:
|
||||
Hori naHomami. Timina akanga ari hanzvadzi yaRotani
|
|
@ -0,0 +1,4 @@
|
|||
\v 23 \v 24 Vanakomana vaShobhari vaiva:
|
||||
Arivhani, Manahati, Ebhari, Shefo naOnami.
|
||||
24Â Vanakomana vaZibheoni vaiva:
|
||||
Ayia naAna. Uyu ndiye uya Ana akawana matsime emvura inopisa mugwenga paakanga achifudza mbongoro dzababa vake Zibheoni
|
|
@ -0,0 +1,8 @@
|
|||
\v 25 \v 26 \v 27 \v 28 25Â Vanakomana vaAna vaiva:
|
||||
Dishoni naOhoribhama, mwanakomana waAna.
|
||||
26Â Vanakomana vaDhishoni vaiva:
|
||||
Hemidhani, Eshibhani, Itirani naKerani.
|
||||
27Â Vanakomana vaEzeri vaiva:
|
||||
Bhirihani, Zaavhani naAkani.
|
||||
28Â Vanakomana vaDhishani vaiva:
|
||||
Uzi naArani.
|
|
@ -0,0 +1,4 @@
|
|||
\v 29 \v 30 Aya ndiwo akanga ari madzishe avaHori:
|
||||
Rotani, Shobhari, Zibheoni, Ana, 30Â Dhishoni, Ezeri naDhishani.
|
||||
Aya ndiwo akanga ari madzishe avaHori zvichienderana namarudzi avo, munyika yaSeiri.
|
||||
Vatongi veEdhomu
|
|
@ -0,0 +1,3 @@
|
|||
\v 31 \v 32 \v 33 31Â Aya ndiwo madzimambo akatonga muEdhomu pasati pambova namambo upi zvake akatonga muIsraeri:
|
||||
32Â Bhera, mwanakomana waBheori, akava mambo weEdhomu. Guta rake rakatumidzwa zita rokuti Dhinihabha.
|
||||
33Â Bhera akati afa, Jobhabhi, mwanakomana waZera, aibva kuBhozira akamutevera paumambo.
|
|
@ -0,0 +1,3 @@
|
|||
\v 34 \v 35 \v 36 Jobhabhi akati afa, Hushami aibva kunyika yavaTemani akamutevera paumambo.
|
||||
35Â Hushani akati afa, Hadhadhi mwanakomana waBhedhadhi, uya akakunda Midhiani munyika yeMoabhu, akamutevera paumambo. Guta rake rakatumidzwa zita rokuti Avhiti.
|
||||
36Â Hadhadhi akati afa, Samura aibva kuMasireka akamutevera pawumambo.
|
|
@ -0,0 +1,3 @@
|
|||
\v 37 \v 38 \v 39 Samura akati afa, Shauri aibva kuRehobhoti paRwizi akamutevera paumambo.
|
||||
38Â Shauri akati afa, Bhaari-Hanani mwanakomana waAkibhori akamutevera paumambo.
|
||||
39Â Bhaari-Hanani mwanakomana waAkibhori akati afa, Hadhadhi akamutevera paumambo. Guta rake rakatumidzwa zita rokuti Pua, uye zita romukadzi wake rainzi Mehetabheri mwanasikana waMatiredhi, mwanasikana waMe-Zahabhi.
|
|
@ -0,0 +1,8 @@
|
|||
\v 40 \v 41 \v 42 \v 43 40Â Aya ndiwo madzishe akabva kuna Esau, namazita avo, maererano nedzimba dzavo namatunhu avo:
|
||||
Timina, Arivha, Jeteti,
|
||||
41Â Ohoribhama, Era, Pinoni,
|
||||
42Â Kenazi, Temani, Mibhiza,
|
||||
43Â Magidhieri naIrami.
|
||||
Aya ndiwo akanga ari madzishe eEdhomu, maererano namagariro avo munyika yavakatora.
|
||||
Â
|
||||
Uyu ndiye Esau baba wevaEdhomu.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
Chitsauko 36
|
|
@ -0,0 +1,5 @@
|
|||
\c 37 \v 1 \v 2 37Jakobho akagara munyika yakanga yambogarwa nababa vake, iyo nyika yeKenani.
|
||||
Â
|
||||
2Â Iyi ndiyo nhoroondo yaJakobho.
|
||||
Â
|
||||
Josefa jaya ramakore gumi namanomwe, akanga achifudza makwai pamwe chete namadzikoma ake, vanakomana vaBhiriha navanakomana vaZiripa, vakadzi vababa vake, uye akauya namashoko akaipa kuna baba vavo pamusoro pavo.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 3 \v 4 3Â Zvino Israeri akanga achida Josefa kupfuura vamwe vavanakomana vake, nokuti akanga aberekwa panguva youtana hwake; uye akamuitira nguo yakaisvonaka. 4Â Madzikoma ake akati aona kuti baba vavo vaimuda kupfuura ani zvake pakati pavo, vakamuvenga uye vakasagona kutaura naye mashoko akanaka
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 5 \v 6 5 kumunda onei pakarepo chisote changu chakasimuka chJosefa akarota hope, uye paakaudza madzikoma ake izvozvo, vakanyanya kumuvenga. 6 Akati kwavari, “Inzwai hope dzandakarota idzi:
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 7 \v 8 Takanga tichisunga zvisote zvezviyo ikamira chakati twi, asi zvisote zvenyu zvakaungana zvakapoteredza changu uye zvikakotama kwachiri.â€
|
||||
8 Madzikoma ake akati kwaari, “Ko, iwe unoda kutitonga here? Ko, zvirokwazvo uchatitonga here iwe?†Uye vakanyanyisa kumuvenga nokuda kwokurota kwake uye nokuda kwezvaakanga ataura.
|
|
@ -0,0 +1,3 @@
|
|||
\v 9 \v 10 \v 11 Ipapo akarotazve dzimwe hope, uye akadzitaura kumadzikoma ake. Akati, “Inzwai, ndarota dzimwe hope, uye panguva iyi zuva nomwedzi nenyeredzi gumi neimwe zvanga zvichindipfugamira.â€
|
||||
10 Paakaudza baba vake pamwe chete namadzikoma ake, baba vake vakamutsiura vakati, “Kurotai kwawakaita uku? Ko, mai vako neni namadzikoma ako tichauya kuzokupfugamira here iwe zvirokwazvo?†11 Madzikoma ake akamuitira godo, asi baba vake vakazvichengeta mumwoyo mavo.
|
||||
Josefa anotengeswa naMadzikoma Ake
|
|
@ -0,0 +1,3 @@
|
|||
\v 12 \v 13 \v 14 Ipapo akarotazve dzimwe hope, uye akadzitaura kumadzikoma ake. Akati, “Inzwai, ndarota dzimwe hope, uye panguva iyi zuva nomwedzi nenyeredzi gumi neimwe zvanga zvichindipfugamira.â€
|
||||
10 Paakaudza baba vake pamwe chete namadzikoma ake, baba vake vakamutsiura vakati, “Kurotai kwawakaita uku? Ko, mai vako neni namadzikoma ako tichauya kuzokupfugamira here iwe zvirokwazvo?†11 Madzikoma ake akamuitira godo, asi baba vake vakazvichengeta mumwoyo mavo.
|
||||
Josefa anotengeswa naMadzikoma Ake
|
|
@ -0,0 +1,4 @@
|
|||
\v 15 \v 16 \v 17 15 mumwe murume akamuwana achidzungaira musango akamubvunza akati, “Uri kutsvakeiko?â€
|
||||
16 Akapindura akati, “Ndiri kutsvaka madzikoma angu. Mungandiudzawo kwavanofudzira makwai avo here?â€
|
||||
17 Murume uya akati, “Vabva pano, ndavanzwa vachiti, ‘Ngatiendei kuDhotani.’ â€
|
||||
Saka Josefa akatevera madzikoma ake akandovawana pedyo neDhotani.
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 18 \v 19 \v 20 Asi vakamuona achiri kure, asati asvika kwavari, vakarangana kumuuraya.
|
||||
19 Vakataurirana vachiti, “Hoyo muroti uya ouya! 20 Uyai zvino timuuraye tigomukanda mune rimwe ramatsime aya tigoti akadyiwa nechikara. Ipapo tichazoona zvinobva pakurota kwake.â€
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 21 \v 22 21 Rubheni akati anzwa izvi, akaedza kumununura kubva mumaoko avo. Akati, “Ngatiregei kumuuraya. 22 Regai kuteura ropa. Mukandei mutsime iri muno mugwenga, asi regai kutambanudza maoko enyu paari.†Rubheni akareva izvozvi kuti amununure kwavari uye kuti agomudzosera kuna baba vake.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 23 \v 24 Saka Josefa akati asvika kumadzikoma ake, vakamubvisa nguo yake, iyo nguo iya yakanga yakaisvonaka, yaiva nemavara-mavara yaakanga akapfeka, 24Â uye vakamutora vakamukanda mutsime. Zvino tsime rakanga rapwa risina mvura.
|
Some files were not shown because too many files have changed in this diff Show More
Loading…
Reference in New Issue