Sat Mar 09 2024 20:04:48 GMT+0000 (Western European Standard Time)
This commit is contained in:
parent
7d88406658
commit
3485755aca
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 27 \v 28 Asi pavakavaudza zvose zvakanga zvarehwa naJosefa kwavari, uye paakaona ngoro dzakanga dzatumirwa kwavari naJosefa kuti dzizovatakura, mweya wababa wavo Jakobho wakamutsiridzwa. 28 Uye Israeri akati, “Ndagutsikana! Mwana wangu Josefa achiri mupenyu. Ndichaenda kundomuona ndisati ndafa.â€
|
|
@ -0,0 +1,4 @@
|
|||
\c 46 \v 1 \v 2 \v 3 \v 4 46Saka Israeri akasimuka nezvose zvakanga zviri zvake, uye akati asvika kuBheerishebha, akapa zvibayiro kuna Mwari wababa vake Isaka.
|
||||
2 Uye Mwari akataura kuna Israeri muchiratidzo usiku akati, “Jakobho! Jakobho!â€
|
||||
Iye akati, “Ndiri pano.â€
|
||||
3 Mwari akati, “Ndini Mwari, iye Mwari wababa vako. Usatya kuenda kuIjipiti, nokuti ndichakuita rudzi rukuru ikoko. 4 Ndichaburuka kuIjipiti pamwe chete newe, uye zvirokwazvo ndichakudzosazve. Uye ruoko rwaJosefa chairwo ndirwo ruchazarira meso ako.
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 5 \v 6 \v 7 Ipapo Jakobho akabva paBheerishebha, uye vanakomana vaIsraeri vakatora baba vavo Jakobho navana vavo navakadzi vavo vakavakwidza mungoro dzakanga dzatumirwa naFaro kuti dzivatakure. 6Â Vakaendawo nezvipfuwo zvavo nepfuma yose yavakanga vawana muKenani, uye Jakobho navana vake vose vakaenda kuIjipiti. 7Â Akaenda pamwe chete navanakomana vake, navazukuru vake navanasikana vake navanasikana vavo, vana vake vose.
|
||||
Â
|
|
@ -0,0 +1,9 @@
|
|||
\v 8 \v 9 \v 10 \v 11 Aya ndiwo mazita avanakomana vaIsraeri (Jakobho nezvizvarwa zvake) vakaenda kuIjipiti:
|
||||
Â
|
||||
Rubheni dangwe raJakobho.
|
||||
9Â Vanakomana vaRubheni vaiva:
|
||||
Hanoki, Paru, Hezironi naKami.
|
||||
10Â Vanakomana vaSimeoni vaiva:
|
||||
Jemueri, Jamini, Ohadhi, Jakini, Zohari naShauri, mwanakomana womukadzi muKenani.
|
||||
11Â Vanakomana vaRevhi vaiva:
|
||||
Gerishoni, Kohati naMerari.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
Chitsauko 46
|
|
@ -56,6 +56,7 @@
|
|||
"42-title",
|
||||
"43-title",
|
||||
"44-title",
|
||||
"45-title"
|
||||
"45-title",
|
||||
"46-title"
|
||||
]
|
||||
}
|
Loading…
Reference in New Issue