Sat Mar 09 2024 20:16:48 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2024-03-09 20:16:49 +00:00
parent ca0d6bdccd
commit 7383bf8422
6 changed files with 9 additions and 2 deletions

View File

@ -1 +1 @@
Pamunodanwa naFaro uye akakubvunzai achiti, ‘Basa renyu ndereiko?’ 34 imi munofanira kupindura muchiti, ‘Varanda venyu vaiva vachengeti vezvipfuwo kubvira pauduku hwavo, sezvakanga zvichiitawo madzibaba edu.’ Ipapo muchatenderwa kugara munyika yeGosheni, nokuti vafudzi vose vanonyangadza kuvaIjipita
\v 33 \v 34 Pamunodanwa naFaro uye akakubvunzai achiti, ‘Basa renyu ndereiko?’ 34 imi munofanira kupindura muchiti, ‘Varanda venyu vaiva vachengeti vezvipfuwo kubvira pauduku hwavo, sezvakanga zvichiitawo madzibaba edu.’ Ipapo muchatenderwa kugara munyika yeGosheni, nokuti vafudzi vose vanonyangadza kuvaIjipita

1
47/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 47 \v 1 \v 2 47Josefa akaenda akandoudza Faro akati, “Baba vangu namadzikoma angu, pamwe chete nezvipfuwo zvavo uye nemombe dzavo nezvavo zvose, vauya vachibva kunyika yeKenani uye vava muGosheni zvino.” 2 Akasarudza vashanu pamadzikoma ake akavaendesa pamberi paFaro.

3
47/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,3 @@
\v 3 \v 4 Faro akabvunza madzikoma aJosefa akati, “Basa renyu ndereiko?”
Ivo vakapindura Faro vakati, “Varanda venyu vafudzi, sezvakanga zvakangoita madzibaba edu.”
 Vakatizve kwaari, “Tauya kuzogara kuno kwechinguva, nokuti nzara yakanyanya muKenani uye zvipfuwo zvavaranda venyu hazvisisina mafuro. Saka zvino, tapota regai varanda venyu vagare muGosheni.

1
47/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Faro akati kuna Josefa, “Baba vako namadzikoma ako vauya kwauri, 6 uye nyika yeIjipiti iri pamberi pako; garisa baba vako namadzikoma ako panzvimbo yakanakisisa munyika ino. Ngavagare muGosheni. Uye kana uchiziva kuti pakati pavo pane vamwe vane zvavanokwanisa kuita, uvaite kuti vave vatariri vezvipfuwo zvangu.”

1
47/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 47

View File

@ -57,6 +57,7 @@
"43-title",
"44-title",
"45-title",
"46-title"
"46-title",
"47-title"
]
}