Sat Mar 09 2024 19:56:47 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2024-03-09 19:56:48 +00:00
parent 4383a5eacc
commit 168a048f74
4 changed files with 5 additions and 1 deletions

1
44/30.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 30 \v 31 \v 32 “Saka zvino, kana mukomana akasava nesu pandinodzokera kumuranda wenyu, baba vangu, uye kana baba vangu, avo vakasunganidza upenyu hwavo kuupenyu hwomukomana, 31 vakaona kuti mukomana haapo, vachafa. Muranda wenyu achaendesa musoro wachena wababa vedu kuguva mukusuwa. 32 Muranda wenyu akapa rubatso rwokuchengetedzeka kwomukomana kuna baba vangu. Ndakati, ‘Kana ndikasadzoka naye kwamuri, ndini ndichava nemhosva pamberi penyu, baba vangu, upenyu hwangu hwose!’

1
44/33.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 33 \v 34 “Zvino, ndapota, regai henyu muranda wenyu asare kuno senhapwa yashe wangu pachinzvimbo chomukomana, uye murege mukomana adzokere namadzikoma ake. 34 Ndingadzokera sei kuna baba vangu kana mukomana ndisinaye? Kwete! Musandirega ndichiona njodzi ichiuya pamusoro pababa vangu.”

1
45/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 45

View File

@ -55,6 +55,7 @@
"41-title",
"42-title",
"43-title",
"44-title"
"44-title",
"45-title"
]
}