Sat Mar 09 2024 19:46:47 GMT+0000 (Western European Standard Time)
This commit is contained in:
parent
d4e748d478
commit
5c162ed3de
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 30 \v 31 Adumbirwa pakuona kwake mununʼuna wake, Josefa akakurumidza kubuda uye akatsvaka nzvimbo paangachema ari. Akapinda muimba yake yomukati akandochema ari imomo.
|
||||
31 Shure kwokushamba uso hwake, akabuda uye akazvidzora, akati “Pakurai zvokudya.â€
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 32 \v 33 \v 34 Vakamupakurira ari oga, madzikoma vari voga, uye vaIjipita vaidya naye vari voga, nokuti vaIjipita vakanga vasingagoni kudya pamwe chete navaHebheru, nokuti zvinonyangadza kuvaIjipita. 33Â Varume vakanga vakagariswa pamberi pake zvaienderana namazera avo, kubvaVarume vakanga vakagariswa pamberi pake zvaienderana namazera avo, kubva kudangwe kusvikira kugotwe; uye vakatarisana zvikavakatyamadza. 34Â Pavakagoverwa migove kubva patafura yaJosefa, mugove waBhenjamini wakanga wakawanda kashanu kupinda ani zvake pakati pavo. Saka vakadya nokunwa naye vakasununguka.
|
Loading…
Reference in New Issue