Thu Feb 29 2024 13:51:31 GMT+0000 (Western European Standard Time)
This commit is contained in:
parent
00de6ef4d4
commit
3e3baeb332
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 10 \v 11 10Â Roti akatarira kumusoro akaona bani rose reJorodhani kuti rakanga rakanyatsonyorova, sebindu raJehovha, kufanana nenyika yeIjipiti, kwakanangana neZoari. (Panguva iyi Jehovha akanga achigere kuparadza Sodhomu neGomora.) 11Â Saka Roti akazvisarudzira bani rose reJorodhani uye akasimuka akananga kumabvazuva. Varume vaviri ava vakaparadzana:
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 12 \v 13 Abhurama akagara munyika yeKenani, Roti akagara pakati pamaguta omumapani uye akadzika matende ake pedyo neSodhomu. 13Â Zvino varume veSodhomu vakanga vakaipa uye vaitadzira Jehovha kwazvo
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 14 \v 15 Jehovha akati kuna Abhurama shure kwokubva kwaRoti, “Simudza meso ako uri pauri ipapo uye utarire kumusoro nezasi, kumabvazuva nokumavirira. 15 Nyika yose yauri kuona ndichakupa iwe navana vako nokusingaperi.
|
|
@ -0,0 +1,2 @@
|
|||
\v 16 \v 17 \v 18 Ndichaita kuti vana vako vave seguruva renyika, zvokuti kana pano munhu angagona kuverenga guruva, naizvozvo vana vako vachagona kuverengwawo. 17 Enda, famba munyika, muurefu nomuupamhi hwayo, nokuti ndichaipa kwauri.â€
|
||||
18Â Saka Abhurama akabvisa matende ake uye akandogara pedyo nemiti mikuru yeMamure paHebhuroni, uye akavakira Jehovha aritari ipapo.
|
Loading…
Reference in New Issue