Tue Apr 30 2024 20:58:22 GMT+0100 (Western European Summer Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2024-04-30 20:58:22 +01:00
parent adf0fd7c0a
commit bd029b8da3
3 changed files with 0 additions and 6 deletions

View File

@ -1 +0,0 @@
\v 22 \v 23 Serugi akati ava namakore makumi matatu okuberekwa, akabereka Nahori. 23 Uye shure kwokubereka kwake Nahori, Serugi akararama kwamakore mazana maviri uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.

View File

@ -1,2 +0,0 @@
\v 24 \v 25 \v 26 Nahori akati ava namakore makumi maviri namapfumbamwe okuberekwa, akabereka Tera. 25 Uye shure kwokubereka kwake Tera, Nahori akazorarama kwamakore zana negumi namapfumbamwe uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.
26 Shure kwokunge Nahori ava namakore makumi manomwe okuberekwa, akabereka Abhurama, Nahori naHarani.

View File

@ -1,3 +0,0 @@
\v 27 \v 28 Iyi ndiyo rondedzero yavana vaTera.
 
Tera akabereka Abhurama, Nahori naHarani. Uye Harani akabereka Roti. 28 Baba vake Tera vachiri vapenyu Harani akafira muUri ravaKaradhea, munyika yaakaberekerwa