diff --git a/11/22.txt b/11/22.txt deleted file mode 100644 index 324f6d4..0000000 --- a/11/22.txt +++ /dev/null @@ -1 +0,0 @@ -\v 22 \v 23 Serugi akati ava namakore makumi matatu okuberekwa, akabereka Nahori. 23 Uye shure kwokubereka kwake Nahori, Serugi akararama kwamakore mazana maviri uye akazova navamwe vanakomana navanasikana. \ No newline at end of file diff --git a/11/24.txt b/11/24.txt deleted file mode 100644 index 8d320fa..0000000 --- a/11/24.txt +++ /dev/null @@ -1,2 +0,0 @@ -\v 24 \v 25 \v 26 Nahori akati ava namakore makumi maviri namapfumbamwe okuberekwa, akabereka Tera. 25 Uye shure kwokubereka kwake Tera, Nahori akazorarama kwamakore zana negumi namapfumbamwe uye akazova navamwe vanakomana navanasikana. -26 Shure kwokunge Nahori ava namakore makumi manomwe okuberekwa, akabereka Abhurama, Nahori naHarani. \ No newline at end of file diff --git a/11/27.txt b/11/27.txt deleted file mode 100644 index 85d7649..0000000 --- a/11/27.txt +++ /dev/null @@ -1,3 +0,0 @@ -\v 27 \v 28 Iyi ndiyo rondedzero yavana vaTera. -  -Tera akabereka Abhurama, Nahori naHarani. Uye Harani akabereka Roti. 28 Baba vake Tera vachiri vapenyu Harani akafira muUri ravaKaradhea, munyika yaakaberekerwa \ No newline at end of file