Tue Apr 30 2024 20:57:36 GMT+0100 (Western European Summer Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2024-04-30 20:57:36 +01:00
parent f1d9fd136e
commit adf0fd7c0a
9 changed files with 0 additions and 12 deletions

View File

@ -1 +0,0 @@
\v 3 \v 4 Vakataurirana vakati, “Uyai, ngatiitei zvidhina tigozvipisa kwazvo.” Vakashandisa zvidhina pachinzvimbo chamabwe, uye bhitumini ikava dhaka ravo. 4 Ipapo vakati, “Uyai, ngatizvivakirei guta neshongwe inosvika kudengadenga, kuti tizviitire mukurumbira uye kuti tirege kupararira panyika yose.â€

View File

@ -1 +0,0 @@
\v 5 \v 6 \v 7 Asi Jehovha akaburuka pasi kuti azoona guta neshongwe yakanga ichivakwa navanhu. 6 Jehovha akati, “Kana vanhu ava vava somunhu mumwe, vachitaura rurimi rumwe chete, vakatanga kuita izvi, zvino hapana chinhu chavanoronga kuti vachiite chichavaomera. 7 Uyai, ngatiburukei tindovapesanisa mutauro wavo kuti varege kunzwisisana.”

View File

@ -1,2 +0,0 @@
\v 8 \v 9 Saka Jehovha akavaparadzira pamusoro penyika yose ipapo, uye vakarega kuvaka guta. 9 Ndokusaka nzvimbo iyo yakanzi Bhabheri, nokuti ipapo Jehovha akapesanisa mutauro wenyika yose. Kubva ipapo Jehovha akavaparadzira pamusoro penyika yose.
Kubva kuna Shemu kusvikira kuna Abhurama

View File

@ -1,3 +0,0 @@
\v 10 \v 11 Iyi ndiyo rondedzero yamarudzi aShemu.
 
Makore maviri shure kwamafashamu, Shemu paakanga ava namakore zana okuberekwa, akabereka Afakisadhi. 11 Uye shure kwokubereka Afakisadhi, Shemu akararama kwamakore mazana mashanu uye akava navamwe vanakomana navanasikana.

View File

@ -1 +0,0 @@
\v 12 \v 13 Afakisadhi akati ava namakore makumi matatu namashanu okuberekwa, akabereka Shera. 13 Uye shure kwokubereka kwake Shera, Afakisadhi akararama kwamakore mazana mana namatatu uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.

View File

@ -1 +0,0 @@
\v 14 \v 15 Shera akati ava namakore makumi matatu okuberekwa, akabereka Ebheri. 15 Uye shure kwokubereka kwake Ebheri, Shera akararama kwamakore mazana mana namatatu uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.

View File

@ -1 +0,0 @@
\v 16 \v 17 16 Ebheri akati ava namakore makumi matatu namana okuberekwa, akabereka Peregi. 17 Uye shure kwokubereka kwake Peregi, Ebheri akararama kwamakore mazana mana namakumi matatu uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.

View File

@ -1 +0,0 @@
\v 18 \v 19 Peregi akati ava namakore makumi matatu, okuberekwa akabereka Reu. 19 Uye shure kwokubereka kwake Reu, Peregi akararama kwamakore mazana maviri namapfumbamwe uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.

View File

@ -1 +0,0 @@
\v 20 \v 21 Uye shure kwokubereka kwake Serugi, Reu akararama kwamakore mazana maviri namanomwe uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.