Thu Feb 29 2024 14:01:31 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2024-02-29 14:01:32 +00:00
parent 6c8d656a2d
commit de0625c254
1 changed files with 1 additions and 1 deletions

View File

@ -1 +1 @@
Zuva rakati ravira, uye kwasviba, choto chinopfungaira utsi uye nomwenje unopfuta zvakaonekwa uye zvikapfuura napakati penhindi. 18 Pazuva iro, Jehovha akaita sungano naAbhurama akati, “Nyika iyi ndinoipa kuzvizvarwa zvako, kubva kurwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, Yufuratesi, 19 nyika yavaKeni, navaKenazi, vaKadhimoni, 20 vaHiti, vaPerizi, vaRefaimi, 21 vaAmori, vaKenani, vaGirigashi navaJebhusi
\v 17 \v 18 \v 19 \v 20 \v 21 Zuva rakati ravira, uye kwasviba, choto chinopfungaira utsi uye nomwenje unopfuta zvakaonekwa uye zvikapfuura napakati penhindi. 18 Pazuva iro, Jehovha akaita sungano naAbhurama akati, “Nyika iyi ndinoipa kuzvizvarwa zvako, kubva kurwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukru, Yufuratesi, 19 nyika yavaKeni, navaKenazi, vaKadhimoni, 20 vaHiti, vaPerizi, vaRefaimi, 21 vaAmori, vaKenani, vaGirigashi navaJebhusi