Sat Mar 09 2024 19:24:45 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2024-03-09 19:24:46 +00:00
parent 9bf3b267e6
commit 241136bac5
5 changed files with 6 additions and 0 deletions

1
41/48.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 48 \v 49 Josefa akaunganidza zvokudya zvose zvakawanikwa mumakore manomwe aya amaguta muIjipiti akazviunganidza mumaguta. Muguta rimwe nerimwe akaisa zvokudya zvaibva muminda yakapoteredza. 49 Josefa akaunganidza zviyo zvakawanda kwazvo, sejecha regungwa; zvakanga zvakawanda zvokuti haana kuzokwanisa kuzvinyora nokuti zvakanga zvisisagoni kuyerwa.

1
41/50.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 50 \v 51 \v 52 Makore enzara asati asvika, Josefa akanga aberekerwa vanakomana vaviri naAsenati mwanasikana waPotifera, muprista waOni. 51 Josefa akatumidza dangwe rake zita rokuti Manase akati, “Nokuti Mwari akaita kuti ndikanganwe kutambudzika kwangu kwose navose veimba yababa vangu.” 52 Mwanakomana wake wechipiri akamutumidza zita rokuti Efuremu akati, “Nokuti Mwari akaita kuti ndive nezvibereko munyika yokutambudzika kwangu.”

1
41/53.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 53 \v 54 Makore manomwe amaguta muIjipiti akasvika pakupera, 54 uye makore manomwe enzara akatanga, sezvazvakanga zvarehwa naJosefa. Kwakava nenzara mune dzimwe nyika dzose, asi munyika yose yeIjipiti maiva nezvokudya.

2
41/55.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,2 @@
\v 55 \v 56 \v 57 Ijipiti yose payakatanga kunzwa nzara, vanhu vakatanga kuchemera zvokudya kuna Faro. Ipapo Faro akaudza vaIjipita vose akati, “Endai kuna Josefa muite zvaanokuudzai.”
56 Nzara yakati yapararira munyika yose, Josefa akazarura matura akatengesa zviyo kuvaIjipita, nokuti nzara yakanga iri huru munyika yose yeIjipiti. 57 Uye nyika dzose dzakauya kuzotenga zviyo kuIjipiti kubva kuna Josefa, nokuti nzara yakanga iri huru munyika dzose.

1
42/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko