Sat Mar 09 2024 20:30:48 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2024-03-09 20:30:49 +00:00
parent 16e3724685
commit 4e7f884dec
4 changed files with 6 additions and 4 deletions

View File

@ -1,5 +1,4 @@
\v 19 \v 20 Asi baba vakaramba vakati, “Ndinozviziva, mwana wangu, ndinozviziva. Naiyewo achava rudzi, uye naiyewo achava mukuru. Kunyange zvakadaro hazvo muduku achava mukuru kupfuura iye, uye zvizvarwa zvake zvichava boka rendudzi zhinji.” 20 Akavaropafadza pazuva iro akati,
“Muzita rako, Israeri achataura ropafadzo iyi achiti:
‘Mwari ngaakuite saEfuremu naManase.’ ”
Saka akaisa Efuremu pamberi paManase.
21Â
‘Mwari ngaakuite saEfuremu naManase.â
Saka akaisa Efuremu pamberi paManase.

1
48/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 \v 22 Ipapo Israeri akati kuna Josefa, “Ndava pedyo nokufa, asi Mwari achava newe uye achakudzoserai kunyika yamadzibaba enyu. 22 Uye kwauri, sezvo uri munhu ari pamusoro pamadzikoma ako, ndinokupa mugove wenyika yandakatorera vaAmori nomunondo wangu uye nouta hwangu.”

1
49/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 49

View File

@ -59,6 +59,7 @@
"45-title",
"46-title",
"47-title",
"48-title"
"48-title",
"49-title"
]
}