Compare commits
28 Commits
12fa0228cc
...
1e6a5a09d5
Author | SHA1 | Date |
---|---|---|
Itai_Viegas | 1e6a5a09d5 | |
Itai_Viegas | 07cbe84003 | |
Itai_Viegas | 12a0797a33 | |
Itai_Viegas | d3b3be3634 | |
Itai_Viegas | 1a2ba3acec | |
Itai_Viegas | c4c230f557 | |
Itai_Viegas | fc43e2d43e | |
Itai_Viegas | 323357a09f | |
Itai_Viegas | 893733c9e0 | |
Itai_Viegas | 6b67292473 | |
Itai_Viegas | 575320e7d6 | |
Itai_Viegas | 1874c47599 | |
Itai_Viegas | 632864999c | |
Itai_Viegas | 814b31f46f | |
Itai_Viegas | a0ded6993a | |
Itai_Viegas | f70447a3ae | |
Itai_Viegas | 528e91138a | |
Itai_Viegas | 33d7999d14 | |
Itai_Viegas | f644c3d288 | |
Itai_Viegas | a46535caa9 | |
Itai_Viegas | a9d13c759e | |
Itai_Viegas | 839fb9d263 | |
Itai_Viegas | e21602b8d9 | |
Itai_Viegas | 19762b7770 | |
Itai_Viegas | 648654a5df | |
Itai_Viegas | fc8ca80862 | |
Itai_Viegas | e73cde42f2 | |
Itai_Viegas | cfaf5d009d |
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\c 2 \v 1 Saka ndakati mumwoyo mangu handingaitizve rumwe rwendo kwamuri runokutambudzai. \v 2 Nokuti kana ndichikuchemedzai, ndianiko achasara kuti andifadze kunze kwenyu imi vandinochemedza?
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 3 Ndakanyora nenzira iyi kuitira kuti kana ndasvika ndirege kutsamwiswa navaya vaifanira kundifadza. Ndakanga ndine tariro mamuri mose, kuti muchagoverana neni mumufaro wangu. \v 4 Nokuti ndakakunyorerai ndino kusuwa kukuru, nokurwadziwa mumwoyo uye nemisodzi mizhinji, kwete kuti ndikuchemedzei asi kuti ndikuzivisei udzamu hworudo rwangu kwamuri.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 5 Kana mumwe akauyisa kuchema, haana kuchemedza ini sokuchemedza kwaakaita imi mose, ndisingatauri mashoko akawanda. \v 6 Kurangwa kwaakaitwa navanhu vazhinji kwakamuringana. \v 7 Asi zvino, munofanira kumuregerera nokumunyaradza, kuitira kuti arege kuodzwa mwoyo kwazvo neshungu dzakanyanya.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 8 Ndinokukurudzirai, naizvozvo, kuti mumutsiridze rudo rwenyu kwaari. \v 9 Chikonzero chakaita kuti ndikunyorerei chaiva chokuti ndione kana makanga muchigona kumira nokuteerera muzvinhu zvose.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 10 Kana muchiregerera munhu upi zvake neniwo ndinomuregerera. Uye zvandakaregerera, kana pane chinhu chandingaregerera, ndakaregerera pamberi paKristu nokuda kwenyu, \v 11 kuitira kuti Satani arege kutinyengera. Nokuti mano ake tinoaziva,
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 12 Zvino pandakaenda kuTroasi kundoparidza vhangeri raKristu uye ndikaona kuti Ishe akanga andizarurira musuo. \v 13 ndakanga ndisina rugare mumwoyo mangu, nekuti andina kuwanako Tito hama yangu. Saka ndakaonekana nawo ndikaenda kuMasedhonia.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 14 Asi Mwari ngaavongwe, anotikundisa nguva dzose pakufamba kwedu muna Kristu uye kubudikidza nesu anoratidza kwose kwose kunhuhwirira kworuzivo rwake. \v 15 Nokuti isu tiri kunhuhwirira kwaKristu kuna Mwari pakati peavo vari kuponeswa nevari kuparara.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 16 Kuno mumwe tiri munhuwi worufu; kuno mumwewo tiri kunhuhwirira kwoupenyu. Zvino ndianiko angakwanisa basa rakadai? \v 17 Nokuti hatina kufanana navazhinji vanokanganisa shoko raMwari vachida kuwana mugove kubva pariri. Asi, tinotaura muna Kristu nokutendeka pamberi paMwari, ||savanhu vakatumwa naMwari.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
Chitsauko 2
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\c 3 \v 1 Tava kutangazve kuzvirumbidza here? Kana kuti tinotsvaka here, savamwe, tsamba dzinoenda kwamuri kana dzinobva kwamuri dzinotirumbidza? \v 2 Imi pachenyu ndimi tsamba yedu, yakanyora pamwoyo yedu, inozivikanwa uye inoverengwa navanhu vose. \v 3 Munoonekwa kuti muri tsamba yakabva kuna Kristu, basa roushumiri hwedu, yakanyorwa, kwete neingi, asi noMweya waMwari mupenyu, kwete pamahwendefa amabwe, asi pamahwendefa emwoyo yavanhu.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 4 Kutenda kwakadai souku tinako kubudikidza naKristu pamberi paMwari. \v 5 Kwete nokuti tinogona isu pachedu, zvokuti titi chakati ndechedu, asi kugona kwedu kunobva kuna Mwari. \v 6 Akatigonesa savashumiri vesungano itsva, kwete yakanyorwa asi yoMweya; nokuti tsamba inouraya asi Mweya anopa upenyu.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 7 Zvino kana kushumira kwakauyisa rufu, kwakanga kwakatemwa namavara pamabwe, kwakauya nokubwinya zvokuti vaIsraeri vakanga vasingagoni kuramba vakatarisa pachiso chaMozisi nokuda kwokubwinya kwacho, kunyange kwakanga kuchipfuura hako. \v 8 ko, kushumira kwaMweya hakungavi nokubwinya kukuru here?
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 9 Kana kushumira kwakauyisa kutongwa kuvanhu kuchibwinya, ko, kuzoti kushumira kunouyisa kururama kunobwinya zvikuru sei! \v 10 Nokuti chaibwinya hachisisina kubwinya zvino kana tichichienzanisa nokubwinya kunochipfuura. \v 11 Uye kana chakanga chichizopfuura chakauya nokubwinya, ko, kuzoti chinogara chichava nokubwinya kukuru sei!
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 12 Naizvozvo, zvatine tariro yakadai, takashinga zvikuru. \v 13 Hatina kufanana naMozisi aiisa chifukidziro pachiso chake kuti vaIsraeri varege kuchitarisa kupenya pakwainge kwava kupera.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 14 Asi ndangariro dzavo dzakapofumadzwa, nokuti chifukidziro chimwe chetecho chichiripo kana sungano yakare ichiverengwa. Hachina kubviswa, nokuti chinongobviswa chete muna Kristu. \v 15 Kunyange kusvikira zuva ranhasi kana Mozisi achiverengwa, chifukidziro chinofukidza mwoyo yavo. \v 16 Asi kana munhu akatendeukira kuna She chete, chifukidziro chinobviswa.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 17 Zvino Ishe ndiye Mweya, uye pane Mweya waShe, pano kusununguka. \v 18 Zvino isu, vane zviso zvisina kufukidzwa tose tinoratidza kubwinya kwaShe, tiri kushandurwa kuti tifanane naye nokubwinya kunoramba kuchiwedzerwa, kunobva kuna Ishe, anova iye Mweya.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
Chitsauko 3
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\c 4 \v 1 Naizvozvo, sezvo tine ushumiri uhu kubudikidza netsitsi dzaMwari, hatiori mwoyo. \v 2 Asi takaramba zvinhu zvakavanzika uye nenzira dzinonyadzisa; hatishandisi unyengeri, uye hatiminamisi shoko raMwari. Asi pakuratidza kwedu zvokwadi, tinozvireverera muhana yomunhu wose pamberi paMwari.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 3 Uye kunyange zvazvo vhangeri redu rakafukidzwa, rakafukidzwa kuna avo vari kuparara. \v 4 Vasingatendi vakapofumadzwa ndangariro dzavo namwari wenyika ino, kuti varege kuona chiedza chevhangeri rokubwinya kwaKristu, anova mufananidzo waMwari.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 5 Nokuti hatizviparidzi isu, asi Jesu Kristu saShe, uye isu savaranda venyu nokuda kwaJesu. \v 6 Nokuti Mwari akati, “Chiedza ngachipenye murima,” akaita kuti chiedza chake chipenye mumwoyo yedu kuti tiwane chiedza choruzivo rwokubwinya kwaMwari muchiso chaKristu.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 7 Asi pfuma iyi tinayo mumidziyo yevhu kuratidza kuti simba iri rinopfuura zvose rinobva kuna Mwari kwete kwatiri. \v 8 Tinomanikidzwa kumativi ose, asi hatipwanyiwi; tinokanganiswa, asi hatina kuora mwoyo; \v 9 9 tinotambudzwa, asi hatina kusiyiwa; takawisirwa pasi, asi hatina kuparadzwa. \v 10 Tinoramba tichitakura nguva dzose mumuviri wedu kufa kwaJesu, kuti upenyu hwaJesu huratidzwewo mumuviri wedu.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 11 Nokuti isu vapenyu tinoramba tichiiswa kurufu nokuda kwaJesu, kuti upenyu hwake huratidzwe mumuviri wedu unofa. \v 12 Saka naizvozvo kufa kunobata matiri, asi upenyu hunobata mamuri.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 13 Kwakanyorwa kuchinzi: “Ndakatenda; naizvozvo ndikataura.” Nomweya mumwe chete iwoyo wokutenda takatendawo uye naizvozvo tinotaura. \v 14 Nokuti tinoziva kuti iye akamutsa Ishe wedu Jesu kubva kuvakafa achazotimutsawo pamwe chete naJesu uye agotisvitsa pamberi pake pamwe chete nemi. \v 15 15 Izvi zvose zvinoitwa nokuda kwenyu, kuitira kuti nyasha dziri kusvikira vanhu vazhinji dziwanze kuvonga kuti Mwari akudzwe.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 16 Naizvozvo hatiori mwoyo. Kunyange zvazvo kunze tichiparara, asi mukati tiri kuvandudzwa zuva nezuva. \v 17 Nokuti chiedza chedu nokutambudzika kwedu kwechinguva chiduku zviri kutiitira kubwinya kusingaperi, kukuru kupfuura zvose. \v 18 Naizvozvo hatitarisi zvinoonekwa, asi zvisingaonekwi. Nokuti zvinoonekwa zvinopfuura, asi zvisingaonekwi zvinogara nokusingaperi.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
Chitsauko 4
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\c 6 \v 1 Savashandi pamwe chete naMwari tinokukurudzirai kuti murege kugamuchira nyasha dzaMwari pasina. \v 2 Nokuti iye anoti, “Ndakakunzwa panguva yenyasha dzangu, uye pazuva roruponeso ndakakubatsira.” Ndinokuudzai, zvino ndiyo nguva yenyasha dzaMwari, zvino ndiyo nguva yoruponeso, \v 3 Hatiisi chigumbuso munzira yomunhu, kuti ushumiri hwedu hurege kuzvidzwa.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 4 Asi savaranda vaMwari tinozvirumbidza pane zvakanaka munzira dzose: mukutsungirira kukuru, mumatambudziko, mukuomerwa, uye nemunhamo; \v 5 mukurohwa, kusungwa nomubope; mukushanda zvakaoma, mukusavata nokushayiwa zvokudya; \v 6 mukuchena, kunzwisisa, mwoyo murefu nengoni muMweya Mutsvene uye nomurudo rwechokwadi; \v 7 mushoko rechokwadi nomusimba raMwari; nenhumbi dzokurwa nadzo dzokururama kuruoko rworudyi nokuruboshwe,
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 8 mukukudzwa nomukusakudzwa, muguhu rakaipa neguhu rakanaka; tiri vechokwadi, asi tichionekwa savanyengeri; \v 9 tinozivikanwa tichionekwa setisingazivikanwi; tinofa, asi tichiramba tichirarama, tinorohwa asi hatifi; \v 10 savanochema, asi tichigara tichifara; savarombo, asi tichipfumisa vazhinji; setisina chinhu, asi tinazvo zvose.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 11 Takataura kwamuri pachena, imi vaKorinde, uye takazarura mwoyo yedu kwamuri. \v 12 Hatisi kukunyimai rudo rwedu, asi imi munotinyima rwenyu. \v 13 Sokutsinhana kwakanaka, ndinotaura sokuvana vangu, zaruraiwo mwoyo yenyu.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 14 Musasungwa zvisina kufanira pajoko rimwe chete navasingatendi. Nokuti kururama kungava noukama hweiko nokusarurama? Kana kuti chiedza chingawadzana seiko nerima? \v 15 Ko, Kristu anganzwanana seiko naBheriari? Ko, mutendi angava nomugove weiko neasingatendi? \v 16 Ko,temberi yaMwari ingatenderana seiko nezvifananidzo? Nokuti tiri temberi yaMwari mupenyu. Sezvakarehwa naMwari, achiti, “Ndichagara pakati pavo ndigofamba navo, uye ndichava Mwari wavo, ivo vagova vanhu vangu.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 17 Saka budai mubve pakati pavo uye muzvitsaure, ndizvo zvinotaura Ishe. ‘Musabata chinhu chine tsvina, ini ndigokugamuchirai. \v 18 Ndichava baba venyu, uye imi muchava vanakomana vangu navanasikana vangu,’ ndizvo zvinotaura Ishe Wamasimba Ose.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
Chitsauko 6
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\c 7 \v 1 Shamwari dzinodikanwa, sezvo tine zvipikirwa izvi, ngatizvinatsei kubva pazvinhu zvinosvibisa muviri nomweya, tichikwanisa utsvene pakutya Mwari.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 2 Tigadzirireiwo nzvimbo mumwoyo yenyu. Hatina munhu watakatadzira, hatina munhu watakanyengera, hatina munhu watakaitira zvisakarurama. \v 3 Handitauri izvi kuti ndikupei mhosva; ndakambotaura kare kuti imi muri mumwoyo yedu zvokuti tingagona kurarama kana kufa pamwe chete nemi. \v 4 Ndinovimba nemi zvikuru; ndinozvirumbidza zvikuru nokuda kwenyu. Ndinokurudzirwa zvikuru; mumatambudziko edu ose mufaro wangu hauna magumo.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 5 Nokuti patakasvika kuMasedhonia, muviri wedu uyu hauna kuwana zororo, asi takatambudzwa kumativi ose, zvaiti kukakavara kunze, nokutya nechomukati. \v 6 Asi Mwari anonyaradza vakaora mwoyo, akatinyaradza pakauya Tito. \v 7 Kwete nokuda kwokuuya kwake bedzi, asiwo nokuda kwokunyaradza kwamakamupa. Akatiudza nezvokundishuva kwenyu, kusuwa kwenyu kukuru, nokuva nehanya kwenyu pamusoro pangu, saka mufaro wangu wakava mukuru kwazvo.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 8 Kunyange zvazvo ndakakuchemedzai netsamba yangu, handizvidembi nokuda kwaizvozvo. Kunyange zvangu ndakazvidemba, ndinoona kuti tsamba yangu yakakurwadzai, asi kwenguva duku chete \v 9 Asi zvino ndinofara, kwete nokuti makachema, asi nokuti kusuwa kwenyu kwakaita kuti mutendeuke. Nokuti makava nokusuwa kukuru sezvaidiwa naMwari uye nokudaro hamuna kukuvadzwa nesu nenzira ipi zvayo. \v 10 Nokuti kusuwa kwoumwari kunouyisa kutendeuka uko kunotungamirira kuruponeso uye hakuuyisi kudemba, asi kusuwa kwenyika kunouyisa rufu.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 11 Tarirai zvaitwa mamuri nekusuwa uku kwoumwari: kushinga kukuru kwakadii, ishungu dzakadii kuti muzvichenese, kutsamwa kwakadii nekutya kwakadii nechishuvo chakadii, nehanya yakadii, nekuda kuona kururamisira kuchiitwa kwakadii. Pazvinhu zvose mazviratidza kuti hamuna mhosva panyaya iyi. \v 12 Saka kunyange zvangu ndakakunyorerai, ndakanga ndisingazviiti nekuda kwaiye akaita zvakaipa, kana nekuda kwaiye akaitirwa zvakaipa, asi kuti pamberi paMwari mugone kuzvionera kuti makazvipira sei kwatiri.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 13 Naizvozvi zvose tinokurudzirwa, Pamusoro pokukurudzirwa kwedu, takanyanya kufadzwa zvikuru nekuona mufaro wakanga una Tito, nekuti mweya wake wakasimbiswa nemi mose. \v 14 Nekuti ndakanga ndazvirumbidza kwaari pamusoro penyu, uye hamuna kundinyadzisa. Asi sezvo zvose zvatakataura pamusoro penyu zvaiwa chokwadi, saka kuzvirumbidza kwedu kuna Tito pamusoro penyu kwakaratidza kuti ndokwechokwadiwo.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
\v 15 Uye rudo rwake kwamuri rukuru kwazvo paanorangarira kuti mose makanga muchiteerera, pamakamugamuchira nekutya nekudedera. \v 16 Ndinofara kuti ndinogona kuwimba nemi zvizere.
|
|
@ -0,0 +1 @@
|
|||
Chitsauko 7
|
|
@ -52,6 +52,31 @@
|
|||
"01-19",
|
||||
"01-21",
|
||||
"01-23",
|
||||
"02-title",
|
||||
"02-01",
|
||||
"02-03",
|
||||
"02-05",
|
||||
"02-08",
|
||||
"02-10",
|
||||
"02-12",
|
||||
"02-14",
|
||||
"02-16",
|
||||
"03-title",
|
||||
"03-01",
|
||||
"03-04",
|
||||
"03-07",
|
||||
"03-09",
|
||||
"03-12",
|
||||
"03-14",
|
||||
"03-17",
|
||||
"04-title",
|
||||
"04-01",
|
||||
"04-03",
|
||||
"04-05",
|
||||
"04-07",
|
||||
"04-11",
|
||||
"04-13",
|
||||
"04-16",
|
||||
"05-title",
|
||||
"05-01",
|
||||
"05-04",
|
||||
|
@ -62,6 +87,21 @@
|
|||
"05-16",
|
||||
"05-18",
|
||||
"05-20",
|
||||
"06-title",
|
||||
"06-01",
|
||||
"06-04",
|
||||
"06-08",
|
||||
"06-11",
|
||||
"06-14",
|
||||
"06-17",
|
||||
"07-title",
|
||||
"07-01",
|
||||
"07-02",
|
||||
"07-05",
|
||||
"07-08",
|
||||
"07-11",
|
||||
"07-13",
|
||||
"07-15",
|
||||
"08-title",
|
||||
"08-01",
|
||||
"08-03",
|
||||
|
|
Loading…
Reference in New Issue