Wed Dec 06 2023 16:03:19 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2023-12-06 16:03:20 +02:00
parent a0ded6993a
commit 814b31f46f
4 changed files with 6 additions and 13 deletions

View File

@ -1,5 +1 @@
\c 3 \v 1 \v 3 Tava kutangazve kuzvirumbidza here? Kana kuti tinotsvaka here, savamwe, tsamba dzinoenda kwamuri kana dzinobva kwamuri dzinotirumbidza?
\v 2 2 Imi pachenyu ndimi tsamba yedu, yakanyora pamwoyo yedu, inozivikanwa uye inoverengwa navanhu vose.
3 Munoonekwa kuti muri tsamba yakabva kuna Kristu, basa roushumiri hwedu, yakanyorwa, kwete neingi, asi noMweya waMwari mupenyu, kwete pamahwendefa amabwe, asi pamahwendefa emwoyo yavanhu.
\c 3 \v 1 Tava kutangazve kuzvirumbidza here? Kana kuti tinotsvaka here, savamwe, tsamba dzinoenda kwamuri kana dzinobva kwamuri dzinotirumbidza? \v 2 Imi pachenyu ndimi tsamba yedu, yakanyora pamwoyo yedu, inozivikanwa uye inoverengwa navanhu vose. \v 3 Munoonekwa kuti muri tsamba yakabva kuna Kristu, basa roushumiri hwedu, yakanyorwa, kwete neingi, asi noMweya waMwari mupenyu, kwete pamahwendefa amabwe, asi pamahwendefa emwoyo yavanhu.

View File

@ -1,5 +1 @@
\v 4 \v 5 \v 6 4 Kutenda kwakadai souku tinako kubudikidza naKristu pamberi paMwari. 
5 Kwete nokuti tinogona isu pachedu, zvokuti titi chakati ndechedu, asi kugona kwedu kunobva kuna Mwari. 
6 Akatigonesa savashumiri vesungano itsva, kwete yakanyorwa asi yoMweya; nokuti tsamba inouraya asi Mweya anopa upenyu.
\v 4 Kutenda kwakadai souku tinako kubudikidza naKristu pamberi paMwari. \v 5 Kwete nokuti tinogona isu pachedu, zvokuti titi chakati ndechedu, asi kugona kwedu kunobva kuna Mwari. \v 6 Akatigonesa savashumiri vesungano itsva, kwete yakanyorwa asi yoMweya; nokuti tsamba inouraya asi Mweya anopa upenyu.

View File

@ -1,3 +1 @@
\v 7 \v 8 7 Zvino kana kushumira kwakauyisa rufu, kwakanga kwakatemwa namavara pamabwe, kwakauya nokubwinya zvokuti vaIsraeri vakanga vasingagoni kuramba vakatarisa pachiso chaMozisi nokuda kwokubwinya kwacho, kunyange kwakanga kuchipfuura hako, 
8 ko, kushumira kwaMweya hakungavi nokubwinya kukuru here?
\v 7 Zvino kana kushumira kwakauyisa rufu, kwakanga kwakatemwa namavara pamabwe, kwakauya nokubwinya zvokuti vaIsraeri vakanga vasingagoni kuramba vakatarisa pachiso chaMozisi nokuda kwokubwinya kwacho, kunyange kwakanga kuchipfuura hako. \v 8 ko, kushumira kwaMweya hakungavi nokubwinya kukuru here?

View File

@ -62,6 +62,9 @@
"02-14",
"02-16",
"03-title",
"03-01",
"03-04",
"03-07",
"04-title",
"05-title",
"05-01",