Wed Dec 06 2023 15:53:19 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2023-12-06 15:53:20 +02:00
parent a46535caa9
commit f644c3d288
4 changed files with 5 additions and 9 deletions

View File

@ -1,3 +1 @@
\v 8 \v 9 8 Ndinokukurudzirai, naizvozvo, kuti mumutsiridze rudo rwenyu kwaari. 
9 Chikonzero chakaita kuti ndikunyorerei chaiva chokuti ndione kana makanga muchigona kumira nokuteerera muzvinhu zvose.
\v 8 Ndinokukurudzirai, naizvozvo, kuti mumutsiridze rudo rwenyu kwaari. \v 9 Chikonzero chakaita kuti ndikunyorerei chaiva chokuti ndione kana makanga muchigona kumira nokuteerera muzvinhu zvose.

View File

@ -1,3 +1 @@
\v 10 \v 11 10 Kana muchiregerera munhu upi zvake neniwo ndinomuregerera. Uye zvandakaregerera, kana pane chinhu chandingaregerera, ndakaregerera pamberi paKristu nokuda kwenyu, 
11 kuitira kuti Satani arege kutinyengera. Nokuti mano ake tinoaziva,
\v 10 Kana muchiregerera munhu upi zvake neniwo ndinomuregerera. Uye zvandakaregerera, kana pane chinhu chandingaregerera, ndakaregerera pamberi paKristu nokuda kwenyu, \v 11 kuitira kuti Satani arege kutinyengera. Nokuti mano ake tinoaziva,

View File

@ -1,3 +1 @@
\v 12 \v 13 12 Zvino pandakaenda kuTroasi kundoparidza vhangeri raKristu uye ndikaona kuti Ishe akanga andizarurira musuo, 
13 ndakanga ndisina rugare mumwoyo mangu, nokuti handina kuwanako Tito hama yangu. Saka ndakaonekana navo ndikaenda kuMasedhonia.
\v 12 Zvino pandakaenda kuTroasi kundoparidza vhangeri raKristu uye ndikaona kuti Ishe akanga andizarurira musuo. \v 13 ndakanga ndisina rugare mumwoyo mangu, nokuti handina kuwanako Tito hama yangu. Saka ndakaonekana navo ndikaenda kuMasedhonia.

View File

@ -56,6 +56,8 @@
"02-01",
"02-03",
"02-05",
"02-08",
"02-10",
"03-title",
"04-title",
"05-title",