Wed Dec 06 2023 15:45:19 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2023-12-06 15:45:20 +02:00
parent e21602b8d9
commit 839fb9d263
5 changed files with 19 additions and 0 deletions

5
06/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,5 @@
\c 6 \v 1 \v 2 \v 3 Savashandi pamwe chete naMwari tinokukurudzirai kuti murege kugamuchira nyasha dzaMwari pasina. 
2 Nokuti iye anoti, “Ndakakunzwa panguva yenyasha dzangu, uye pazuva roruponeso ndakakubatsira.” Ndinokuudzai, zvino ndiyo nguva yenyasha dzaMwari, zvino ndiyo nguva yoruponeso,
3 Hatiisi chigumbuso munzira yomunhu, kuti ushumiri hwedu hurege kuzvidzwa.

7
06/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,7 @@
\v 4 \v 5 \v 6 \v 7 4 Asi savaranda vaMwari tinozvirumbidza pane zvakanaka munzira dzose: mukutsungirira kukuru, mumatambudziko, mukuomerwa, uye nemunhamo; 
5 mukurohwa, kusungwa nomubope; mukushanda zvakaoma, mukusavata nokushayiwa zvokudya; 
6 mukuchena, kunzwisisa, mwoyo murefu nengoni muMweya Mutsvene uye nomurudo rwechokwadi; 
7 mushoko rechokwadi nomusimba raMwari; nenhumbi dzokurwa nadzo dzokururama kuruoko rworudyi nokuruboshwe,

5
06/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,5 @@
\v 8 \v 9 \v 10 8 mukukudzwa nomukusakudzwa, muguhu rakaipa neguhu rakanaka; tiri vechokwadi, asi tichionekwa savanyengeri; 
9 tinozivikanwa tichionekwa setisingazivikanwi; tinofa, asi tichiramba tichirarama, tinorohwa asi hatifi; 
10 savanochema, asi tichigara tichifara; savarombo, asi tichipfumisa vazhinji; setisina chinhu, asi tinazvo zvose.

1
06/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 6

View File

@ -65,6 +65,7 @@
"05-16",
"05-18",
"05-20",
"06-title",
"08-title",
"08-01",
"08-03",