Wed Dec 06 2023 15:47:19 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2023-12-06 15:47:20 +02:00
parent 839fb9d263
commit a9d13c759e
5 changed files with 15 additions and 0 deletions

5
06/11.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,5 @@
\v 11 \v 12 \v 13 11 Takataura kwamuri pachena, imi vaKorinde, uye takazarura mwoyo yedu kwamuri. 
12 Hatisi kukunyimai rudo rwedu, asi imi munotinyima rwenyu. 
13 Sokutsinhana kwakanaka, ndinotaura sokuvana vangu, zaruraiwo mwoyo yenyu.

5
06/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,5 @@
\v 14 \v 15 \v 16 14 Musasungwa zvisina kufanira pajoko rimwe chete navasingatendi. Nokuti kururama kungava noukama hweiko nokusarurama? Kana kuti chiedza chingawadzana seiko nerima? 
15 Ko, Kristu anganzwanana seiko naBheriari? Ko, mutendi angava nomugove weiko neasingatendi? 
16 Ko,temberi yaMwari ingatenderana seiko nezvifananidzo? Nokuti tiri temberi yaMwari mupenyu. Sezvakarehwa naMwari, achiti, “Ndichagara pakati pavo ndigofamba navo, uye ndichava Mwari wavo, ivo vagova vanhu vangu.”

3
06/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,3 @@
\v 17 \v 18 17 Saka budai mubve pakati pavo uye muzvitsaure, ndizvo zvinotaura Ishe. Musabata chinhu chine tsvina, ini ndigokugamuchirai.’ ”
18 Ndichava baba venyu, uye imi muchava vanakomana vangu navanasikana vangu, ndizvo zvinotaura Ishe Wamasimba Ose.”

1
07/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 7

View File

@ -66,6 +66,7 @@
"05-18",
"05-20",
"06-title",
"07-title",
"08-title",
"08-01",
"08-03",