Wed Dec 06 2023 15:35:18 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2023-12-06 15:35:20 +02:00
parent cfaf5d009d
commit e73cde42f2
6 changed files with 20 additions and 0 deletions

5
02/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,5 @@
\v 5 \v 6 \v 7 5 Kana mumwe akauyisa kuchema, haana kuchemedza ini sokuchemedza kwaakaita imi mose, ndisingatauri mashoko akawanda. 
6 Kurangwa kwaakaitwa navanhu vazhinji kwakamuringana. 
7 Asi zvino, munofanira kumuregerera nokumunyaradza, kuitira kuti arege kuodzwa mwoyo kwazvo neshungu dzakanyanya.

3
02/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,3 @@
\v 8 \v 9 8 Ndinokukurudzirai, naizvozvo, kuti mumutsiridze rudo rwenyu kwaari. 
9 Chikonzero chakaita kuti ndikunyorerei chaiva chokuti ndione kana makanga muchigona kumira nokuteerera muzvinhu zvose.

3
02/10.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,3 @@
\v 10 \v 11 10 Kana muchiregerera munhu upi zvake neniwo ndinomuregerera. Uye zvandakaregerera, kana pane chinhu chandingaregerera, ndakaregerera pamberi paKristu nokuda kwenyu, 
11 kuitira kuti Satani arege kutinyengera. Nokuti mano ake tinoaziva,

3
02/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,3 @@
\v 12 \v 13 12 Zvino pandakaenda kuTroasi kundoparidza vhangeri raKristu uye ndikaona kuti Ishe akanga andizarurira musuo, 
13 ndakanga ndisina rugare mumwoyo mangu, nokuti handina kuwanako Tito hama yangu. Saka ndakaonekana navo ndikaenda kuMasedhonia.

3
02/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,3 @@
\v 14 \v 15 14 Asi Mwari ngaavongwe, anotikundisa nguva dzose pakufamba kwedu muna Kristu uye kubudikidza nesu anoratidza kwose kwose kunhuhwirira kworuzivo rwake. 
15 Nokuti isu tiri kunhuhwirira kwaKristu kuna Mwari pakati peavo vari kuponeswa nevari kuparara.

3
02/16.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,3 @@
\v 16 \v 17 16 Kuno mumwe tiri munhuwi worufu; kuno mumwewo tiri kunhuhwirira kwoupenyu. Zvino ndianiko angakwanisa basa rakadai? 
17 Nokuti hatina kufanana navazhinji vanokanganisa shoko raMwari vachida kuwana mugove kubva pariri. Asi, tinotaura muna Kristu nokutendeka pamberi paMwari, ||savanhu vakatumwa naMwari.