Wed Dec 06 2023 15:41:19 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2023-12-06 15:41:20 +02:00
parent 648654a5df
commit 19762b7770
6 changed files with 22 additions and 0 deletions

3
04/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,3 @@
\c 4 \v 1 \v 2 Naizvozvo, sezvo tine ushumiri uhu kubudikidza netsitsi dzaMwari, hatiori mwoyo. 
2 Asi takaramba zvinhu zvakavanzika uye nenzira dzinonyadzisa; hatishandisi unyengeri, uye hatiminamisi shoko raMwari. Asi pakuratidza kwedu zvokwadi, tinozvireverera muhana yomunhu wose pamberi paMwari.

3
04/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,3 @@
\v 3 \v 4 3 Uye kunyange zvazvo vhangeri redu rakafukidzwa, rakafukidzwa kuna avo vari kuparara. 
4 Vasingatendi vakapofumadzwa ndangariro dzavo namwari wenyika ino, kuti varege kuona chiedza chevhangeri rokubwinya kwaKristu, anova mufananidzo waMwari.

3
04/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,3 @@
\v 5 \v 6 5 Nokuti hatizviparidzi isu, asi Jesu Kristu saShe, uye isu savaranda venyu nokuda kwaJesu. 
6 Nokuti Mwari akati, “Chiedza ngachipenye murima,” akaita kuti chiedza chake chipenye mumwoyo yedu kuti tiwane chiedza choruzivo rwokubwinya kwaMwari muchiso chaKristu.

7
04/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,7 @@
\v 7 \v 8 \v 9 \v 10 7 Asi pfuma iyi tinayo mumidziyo yevhu kuratidza kuti simba iri rinopfuura zvose rinobva kuna Mwari kwete kwatiri. 
8 Tinomanikidzwa kumativi ose, asi hatipwanyiwi; tinokanganiswa, asi hatina kuora mwoyo; 
9 tinotambudzwa, asi hatina kusiyiwa; takawisirwa pasi, asi hatina kuparadzwa. 
10 Tinoramba tichitakura nguva dzose mumuviri wedu kufa kwaJesu, kuti upenyu hwaJesu huratidzwewo mumuviri wedu.

5
04/11.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,5 @@
\v 11 \v 12 11 Nokuti isu vapenyu tinoramba tichiiswa kurufu nokuda kwaJesu, kuti upenyu hwake huratidzwe mumuviri wedu unofa. 
12 Saka naizvozvo kufa kunobata matiri, asi upenyu hunobata mamuri.
13 Kwakanyorwa kuchinzi: “Ndakatenda; naizvozvo ndikataura.” Nomweya mumwe chete iwoyo wokutenda takatendawo uye naizvozvo tinotaura,

View File

@ -54,6 +54,7 @@
"01-23",
"02-title",
"03-title",
"04-title",
"05-title",
"05-01",
"05-04",