Wed Dec 06 2023 15:39:19 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2023-12-06 15:39:20 +02:00
parent fc8ca80862
commit 648654a5df
5 changed files with 17 additions and 0 deletions

5
03/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,5 @@
\v 9 \v 10 \v 11 9 Kana kushumira kwakauyisa kutongwa kuvanhu kuchibwinya, ko, kuzoti kushumira kunouyisa kururama kunobwinya zvikuru sei! 
10 Nokuti chaibwinya hachisisina kubwinya zvino kana tichichienzanisa nokubwinya kunochipfuura. 
11 Uye kana chakanga chichizopfuura chakauya nokubwinya, ko, kuzoti chinogara chichava nokubwinya kukuru sei!

3
03/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,3 @@
\v 12 \v 13 12 Naizvozvo, zvatine tariro yakadai, takashinga zvikuru. 
13 Hatina kufanana naMozisi aiisa chifukidziro pachiso chake kuti vaIsraeri varege kuchitarisa kupenya pakwainge kwava kupera.

5
03/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,5 @@
\v 14 \v 15 \v 16 14 Asi ndangariro dzavo dzakapofumadzwa, nokuti chifukidziro chimwe chetecho chichiripo kana sungano yakare ichiverengwa. Hachina kubviswa, nokuti chinongobviswa chete muna Kristu. 
15 Kunyange kusvikira zuva ranhasi kana Mozisi achiverengwa, chifukidziro chinofukidza mwoyo yavo. 
16 Asi kana munhu akatendeukira kuna She chete, chifukidziro chinobviswa.

3
03/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,3 @@
\v 17 \v 18 17 Zvino Ishe ndiye Mweya, uye pane Mweya waShe, pano kusununguka.
18 Zvino isu, vane zviso zvisina kufukidzwa tose tinoratidza kubwinya kwaShe, tiri kushandurwa kuti tifanane naye nokubwinya kunoramba kuchiwedzerwa, kunobva kuna Ishe, anova iye Mweya.

1
04/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 4