Wed Dec 06 2023 15:37:19 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2023-12-06 15:37:20 +02:00
parent e73cde42f2
commit fc8ca80862
5 changed files with 15 additions and 0 deletions

5
03/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,5 @@
\c 3 \v 1 \v 2 \v 3 Tava kutangazve kuzvirumbidza here? Kana kuti tinotsvaka here, savamwe, tsamba dzinoenda kwamuri kana dzinobva kwamuri dzinotirumbidza? 
2 Imi pachenyu ndimi tsamba yedu, yakanyora pamwoyo yedu, inozivikanwa uye inoverengwa navanhu vose. 
3 Munoonekwa kuti muri tsamba yakabva kuna Kristu, basa roushumiri hwedu, yakanyorwa, kwete neingi, asi noMweya waMwari mupenyu, kwete pamahwendefa amabwe, asi pamahwendefa emwoyo yavanhu.

5
03/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,5 @@
\v 4 \v 5 \v 6 4 Kutenda kwakadai souku tinako kubudikidza naKristu pamberi paMwari. 
5 Kwete nokuti tinogona isu pachedu, zvokuti titi chakati ndechedu, asi kugona kwedu kunobva kuna Mwari. 
6 Akatigonesa savashumiri vesungano itsva, kwete yakanyorwa asi yoMweya; nokuti tsamba inouraya asi Mweya anopa upenyu.

3
03/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,3 @@
\v 7 \v 8 7 Zvino kana kushumira kwakauyisa rufu, kwakanga kwakatemwa namavara pamabwe, kwakauya nokubwinya zvokuti vaIsraeri vakanga vasingagoni kuramba vakatarisa pachiso chaMozisi nokuda kwokubwinya kwacho, kunyange kwakanga kuchipfuura hako, 
8 ko, kushumira kwaMweya hakungavi nokubwinya kukuru here?

1
03/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 3

View File

@ -53,6 +53,7 @@
"01-21",
"01-23",
"02-title",
"03-title",
"05-title",
"05-01",
"05-04",