Wed Dec 06 2023 16:27:19 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2023-12-06 16:27:20 +02:00
parent 12a0797a33
commit 07cbe84003
3 changed files with 3 additions and 3 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 11 Tarirai zvaitwa mamuri nokusuwa uku kwoumwari: kushinga kukuru kwakadii, ishungu dzakadii kuti muzvichenese, kutsamwa kwakadii nokutya kwakadii nechishuvo chakadii, nehanya yakadii, nokuda kuona kururamisira kuchiitwa kwakadii. Pazvinhu zvose mazviratidza kuti hamuna mhosva panyaya iyi. \v 12 Saka kunyange zvangu ndakakunyorerai, ndakanga ndisingazviiti nokuda kwaiye akaita zvakaipa, kana nokuda kwaiye akaitirwa zvakaipa, asi kuti pamberi paMwari mugone kuzvionera kuti makazvipira sei kwatiri.
\v 11 Tarirai zvaitwa mamuri nekusuwa uku kwoumwari: kushinga kukuru kwakadii, ishungu dzakadii kuti muzvichenese, kutsamwa kwakadii nekutya kwakadii nechishuvo chakadii, nehanya yakadii, nekuda kuona kururamisira kuchiitwa kwakadii. Pazvinhu zvose mazviratidza kuti hamuna mhosva panyaya iyi. \v 12 Saka kunyange zvangu ndakakunyorerai, ndakanga ndisingazviiti nokuda kwaiye akaita zvakaipa, kana nokuda kwaiye akaitirwa zvakaipa, asi kuti pamberi paMwari mugone kuzvionera kuti makazvipira sei kwatiri.

View File

@ -1 +1 @@
\v 13 Naizvozvi zvose tinokurudzirwa, Pamusoro pokukurudzirwa kwedu, takanyanya kufadzwa zvikuru nokuona mufaro wakanga una Tito, nokuti mweya wake wakasimbiswa nemi mose. \v 14 Nokuti ndakanga ndazvirumbidza kwaari pamusoro penyu, uye hamuna kundinyadzisa. Asi sezvo zvose zvatakataura pamusoro penyu zvaiwa chokwadi, saka kuzvirumbidza kwedu kuna Tito pamusoro penyu kwakaratidza kuti ndokwechokwadiwo.
\v 13 Naizvozvi zvose tinokurudzirwa, Pamusoro pokukurudzirwa kwedu, takanyanya kufadzwa zvikuru nekuona mufaro wakanga una Tito, nekuti mweya wake wakasimbiswa nemi mose. \v 14 Nekuti ndakanga ndazvirumbidza kwaari pamusoro penyu, uye hamuna kundinyadzisa. Asi sezvo zvose zvatakataura pamusoro penyu zvaiwa chokwadi, saka kuzvirumbidza kwedu kuna Tito pamusoro penyu kwakaratidza kuti ndokwechokwadiwo.

View File

@ -99,7 +99,7 @@
"07-02",
"07-05",
"07-08",
"07-11",
"07-13",
"07-15",
"08-title",
"08-01",