Tue Apr 30 2024 20:58:22 GMT+0100 (Western European Summer Time)
This commit is contained in:
parent
adf0fd7c0a
commit
bd029b8da3
|
@ -1 +0,0 @@
|
|||
\v 22 \v 23 Serugi akati ava namakore makumi matatu okuberekwa, akabereka Nahori. 23Â Uye shure kwokubereka kwake Nahori, Serugi akararama kwamakore mazana maviri uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.
|
|
@ -1,2 +0,0 @@
|
|||
\v 24 \v 25 \v 26 Nahori akati ava namakore makumi maviri namapfumbamwe okuberekwa, akabereka Tera. 25Â Uye shure kwokubereka kwake Tera, Nahori akazorarama kwamakore zana negumi namapfumbamwe uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.
|
||||
26Â Shure kwokunge Nahori ava namakore makumi manomwe okuberekwa, akabereka Abhurama, Nahori naHarani.
|
Loading…
Reference in New Issue