Wed Dec 06 2023 12:15:46 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2023-12-06 12:15:47 +00:00
parent 774ae33679
commit ae8388cf17
3 changed files with 4 additions and 4 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 21 \v 23 Makadanirwa izvozvi, nokuti Kristu akatambudzika nokuda kwenyu, akakusiyirai muenzaniso, kuti mutevere makwara ake. \v 22 Haana kutadza, uye kunyengera hakuna kuwanikwa mumuromo make.  Pavakamutuka, haana kudzorera; paakatambudzika, haana kutyisidzira. Asi, akazviisa kuna iye anotonga nokururama.
\v 21 Makadanirwa izvozvi, nokuti Kristu akatambudzika nokuda kwenyu, akakusiyirai muenzaniso, kuti mutevere makwara ake. \v 22 Haana kutadza, uye kunyengera hakuna kuwanikwa mumuromo make. \v 23  Pavakamutuka, haana kudzorera; paakatambudzika, haana kutyisidzira. Asi, akazviisa kuna iye anotonga nokururama.

View File

@ -1,3 +1 @@
\v 24 \v 25 24 Iye pachake akatakura zvivi zvedu mumuviri wake pamuti, kuitira kuti isu tife kuzvivi tigorarama zvakarurama: namavanga ake imi makaporeswa. 
25 Nokuti imi makanga makaita samakwai akarasika, asi zvino madzokera kuMufudzi noMutariri wemweya yenyu.
\v 24 Iye pachake akatakura zviwi zvedu mumuviri wake pamuti, kuitira kuti isu tife kuzvivi tigorarama zvakarurama: namavanga ake imi makaporeswa. \v 25 Nokuti imi makanga makaita samakwai akarasika, asi zvino madzokera kuMufudzi noMutariri wemweya yenyu.

View File

@ -57,6 +57,8 @@
"02-11",
"02-13",
"02-18",
"02-21",
"02-24",
"03-title"
]
}