1 line
311 B
Plaintext
1 line
311 B
Plaintext
\v 21 Makadanirwa izvozvi, nokuti Kristu akatambudzika nokuda kwenyu, akakusiyirai muenzaniso, kuti mutevere makwara ake. \v 22 Haana kutadza, uye kunyengera hakuna kuwanikwa mumuromo make. \v 23 Pavakamutuka, haana kudzorera; paakatambudzika, haana kutyisidzira. Asi, akazviisa kuna iye anotonga nokururama. |