mxc-MZ-chimanika_1pe_text_reg/02/24.txt

1 line
255 B
Plaintext

\v 24 Iye pachake akatakura zviwi zvedu mumuviri wake pamuti, kuitira kuti isu tife kuzvivi tigorarama zvakarurama: namavanga ake imi makaporeswa. \v 25 Nokuti imi makanga makaita samakwai akarasika, asi zvino madzokera kuMufudzi noMutariri wemweya yenyu.