Tue Jan 04 2022 07:48:43 GMT+0200 (Horário Padrão da Europa Oriental)

This commit is contained in:
tsDesktop 2022-01-04 07:48:43 +02:00
parent f5da717dc4
commit 5cd04237c6
4 changed files with 5 additions and 5 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 7 Tsono Herode adodanidza wakuchenjera, ali yega, adomubvunzitsitsa nguwa idowoneka nhenhedzi nayo, \v 8 adowatuma Beterehema, adoti, endai mukabvunzitsitse zvamwana; kana mukamuwona, mundiwudze, kuti naniphanowo ndiwuye kudzomunamata.
\v 7 Tsono Herode adhodanidza wakuchenjera, ali yega, adhomubvunzitsitsa nguwa idowoneka nhenhedzi nayo, \v 8 adowatuma Beterehema, adoti, endai mukabvunzitsitse zvamwana; kana mukamuwona, mundiwudze, kuti naniphanowo ndiwuye kudzomunamata.

View File

@ -1 +1 @@
\v 9 Adoti wamva Mambo, adoyenda; tsono nangala nhenhedzi yaakhadowona kumabverazuwa, idowatungamirira, kusvikira yayenda kamira padzulu pamumba paakhagere mwana. \v 10 Adoti wawona nhenhedzi adopfala namupfatso mukulu-maninge.
\v 9 Adhoti wamva Mambo, adhoyenda; tsono nangala nhenhedzi yaakhadowona kumabverazuwa, idowatungamirira, kusvikira yayenda kamira padzulu pamumba paakhagere mwana. \v 10 Adhoti wawona nhenhedzi adhopfala namupfatso mukulu-maninge.

View File

@ -1 +1 @@
Adhopinda mumba, adhowona mwana naMaria mai wache; adhombwera pasi, adhomunamata; adhosudzula pfuma yawo, adhomupfupira mali, nazvinhuhwira, namvula. Adoti wawudziwa pakulota naDhedza, kuti aleke kuwunza kunaHerode, adhoyenda kudziko yawo nainango nzira.
\v 11 Adhopinda mumba, adhowona mwana naMaria mai wache; adhombwera pasi, adhomunamata; adhosudzula pfuma yawo, adhomupfupira mali, nazvinhuhwira, namvula. \v 12 Adoti wawudziwa pakulota naDhedza, kuti aleke kuwunza kunaHerode, adhoyenda kudziko yawo nainango nzira.

View File

@ -48,7 +48,7 @@
"01-18",
"02-01",
"02-04",
"02-07",
"02-09"
"02-09",
"02-11"
]
}