diff --git a/02/07.txt b/02/07.txt index 04a92b1..4f2777e 100644 --- a/02/07.txt +++ b/02/07.txt @@ -1 +1 @@ -\v 7 Tsono Herode adodanidza wakuchenjera, ali yega, adomubvunzitsitsa nguwa idowoneka nhenhedzi nayo, \v 8 adowatuma Beterehema, adoti, endai mukabvunzitsitse zvamwana; kana mukamuwona, mundiwudze, kuti naniphanowo ndiwuye kudzomunamata. \ No newline at end of file +\v 7 Tsono Herode adhodanidza wakuchenjera, ali yega, adhomubvunzitsitsa nguwa idowoneka nhenhedzi nayo, \v 8 adowatuma Beterehema, adoti, endai mukabvunzitsitse zvamwana; kana mukamuwona, mundiwudze, kuti naniphanowo ndiwuye kudzomunamata. \ No newline at end of file diff --git a/02/09.txt b/02/09.txt index 5586887..607ad13 100644 --- a/02/09.txt +++ b/02/09.txt @@ -1 +1 @@ -\v 9 Adoti wamva Mambo, adoyenda; tsono nangala nhenhedzi yaakhadowona kumabverazuwa, idowatungamirira, kusvikira yayenda kamira padzulu pamumba paakhagere mwana. \v 10 Adoti wawona nhenhedzi adopfala namupfatso mukulu-maninge. \ No newline at end of file +\v 9 Adhoti wamva Mambo, adhoyenda; tsono nangala nhenhedzi yaakhadowona kumabverazuwa, idowatungamirira, kusvikira yayenda kamira padzulu pamumba paakhagere mwana. \v 10 Adhoti wawona nhenhedzi adhopfala namupfatso mukulu-maninge. \ No newline at end of file diff --git a/02/11.txt b/02/11.txt index 3b2633a..faaaccc 100644 --- a/02/11.txt +++ b/02/11.txt @@ -1 +1 @@ -Adhopinda mumba, adhowona mwana naMaria mai wache; adhombwera pasi, adhomunamata; adhosudzula pfuma yawo, adhomupfupira mali, nazvinhuhwira, namvula. Adoti wawudziwa pakulota naDhedza, kuti aleke kuwunza kunaHerode, adhoyenda kudziko yawo nainango nzira. \ No newline at end of file +\v 11 Adhopinda mumba, adhowona mwana naMaria mai wache; adhombwera pasi, adhomunamata; adhosudzula pfuma yawo, adhomupfupira mali, nazvinhuhwira, namvula. \v 12 Adoti wawudziwa pakulota naDhedza, kuti aleke kuwunza kunaHerode, adhoyenda kudziko yawo nainango nzira. \ No newline at end of file diff --git a/manifest.json b/manifest.json index ab77ac5..c0644d5 100644 --- a/manifest.json +++ b/manifest.json @@ -48,7 +48,7 @@ "01-18", "02-01", "02-04", - "02-07", - "02-09" + "02-09", + "02-11" ] } \ No newline at end of file