Compare commits

...

10 Commits

2 changed files with 2 additions and 1 deletions

View File

@ -1 +1 @@
Zekariya akati
\v 18 Zekariya akati kumutumwa, Zvino ndinozviziva sei izvi? Nekuti ini ndiri murume achembera nemukadzi wangu akura. \v 19 Zvino mutumwa akapindura akati, ''Ndini Gabhureyeri, iye anogara muhupo hwaMwari. Ndatumiwa kuti nditaure newe, kuti ndikuvire mashoko akanaka. \v 20 Nangarauone! usanyarara, usingagone kutaura, kusvika zuva rekuzadzisiwa kwezvinhu izvi. Nekuda kwekuti hauna kutenda mashoko angu, iwo achazadzisiwapanguva yakafanira.''

View File

@ -43,6 +43,7 @@
"01-11",
"01-14",
"01-16",
"01-18",
"02-01",
"02-04",
"02-06",