Sun Apr 07 2024 20:29:29 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2024-04-07 20:29:29 +02:00
parent 7a9c28e4e1
commit 603286637b
2 changed files with 2 additions and 1 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 18 \v 19 \v 20 Zekariya akati kumutumwa, Zvino ndinozviziva sei izvi? Nekuti ini ndiri murume achembera nemukadzi wangu akura. Zvino mutumwa akapindura akati, ''Ndini Gabhureyeri, iye anogara muhupo hwaMwari. Ndatumiwa kuti nditaure newe, kuti ndikuvire mashoko akanaka. Nangarauone! usanyarara, usingagone kutaura, kusvika zuva rekuzadzisiwa kwezvinhu izvi. Nekuda kwekuti hauna kutenda mashoko angu, iwo achazadzisiwapanguva yakafanira.''
\v 18 Zekariya akati kumutumwa, Zvino ndinozviziva sei izvi? Nekuti ini ndiri murume achembera nemukadzi wangu akura. \v 19 Zvino mutumwa akapindura akati, ''Ndini Gabhureyeri, iye anogara muhupo hwaMwari. Ndatumiwa kuti nditaure newe, kuti ndikuvire mashoko akanaka. \v 20 Nangarauone! usanyarara, usingagone kutaura, kusvika zuva rekuzadzisiwa kwezvinhu izvi. Nekuda kwekuti hauna kutenda mashoko angu, iwo achazadzisiwapanguva yakafanira.''

View File

@ -43,6 +43,7 @@
"01-11",
"01-14",
"01-16",
"01-18",
"02-01",
"02-04",
"02-06",