Wed Dec 06 2023 16:07:19 GMT+0200 (South Africa Standard Time)
This commit is contained in:
parent
632864999c
commit
1874c47599
|
@ -1,3 +1 @@
|
||||||
\v 17 \v 18 17 Zvino Ishe ndiye Mweya, uye pane Mweya waShe, pano kusununguka.
|
\v 17 Zvino Ishe ndiye Mweya, uye pane Mweya waShe, pano kusununguka. \v 18 Zvino isu, vane zviso zvisina kufukidzwa tose tinoratidza kubwinya kwaShe, tiri kushandurwa kuti tifanane naye nokubwinya kunoramba kuchiwedzerwa, kunobva kuna Ishe, anova iye Mweya.
|
||||||
|
|
||||||
18 Zvino isu, vane zviso zvisina kufukidzwa tose tinoratidza kubwinya kwaShe, tiri kushandurwa kuti tifanane naye nokubwinya kunoramba kuchiwedzerwa, kunobva kuna Ishe, anova iye Mweya.
|
|
|
@ -1,3 +1 @@
|
||||||
\c 4 \v 1 \v 2 Naizvozvo, sezvo tine ushumiri uhu kubudikidza netsitsi dzaMwari, hatiori mwoyo.
|
\c 4 \v 1 Naizvozvo, sezvo tine ushumiri uhu kubudikidza netsitsi dzaMwari, hatiori mwoyo. \v 2 Asi takaramba zvinhu zvakavanzika uye nenzira dzinonyadzisa; hatishandisi unyengeri, uye hatiminamisi shoko raMwari. Asi pakuratidza kwedu zvokwadi, tinozvireverera muhana yomunhu wose pamberi paMwari.
|
||||||
|
|
||||||
2 Asi takaramba zvinhu zvakavanzika uye nenzira dzinonyadzisa; hatishandisi unyengeri, uye hatiminamisi shoko raMwari. Asi pakuratidza kwedu zvokwadi, tinozvireverera muhana yomunhu wose pamberi paMwari.
|
|
|
@ -1,3 +1 @@
|
||||||
\v 3 \v 4 3 Uye kunyange zvazvo vhangeri redu rakafukidzwa, rakafukidzwa kuna avo vari kuparara.
|
\v 3 Uye kunyange zvazvo vhangeri redu rakafukidzwa, rakafukidzwa kuna avo vari kuparara. \v 4 Vasingatendi vakapofumadzwa ndangariro dzavo namwari wenyika ino, kuti varege kuona chiedza chevhangeri rokubwinya kwaKristu, anova mufananidzo waMwari.
|
||||||
|
|
||||||
4 Vasingatendi vakapofumadzwa ndangariro dzavo namwari wenyika ino, kuti varege kuona chiedza chevhangeri rokubwinya kwaKristu, anova mufananidzo waMwari.
|
|
|
@ -1,3 +1 @@
|
||||||
\v 5 \v 6 5 Nokuti hatizviparidzi isu, asi Jesu Kristu saShe, uye isu savaranda venyu nokuda kwaJesu.
|
\v 5 Nokuti hatizviparidzi isu, asi Jesu Kristu saShe, uye isu savaranda venyu nokuda kwaJesu. \v 6 Nokuti Mwari akati, “Chiedza ngachipenye murima,” akaita kuti chiedza chake chipenye mumwoyo yedu kuti tiwane chiedza choruzivo rwokubwinya kwaMwari muchiso chaKristu.
|
||||||
|
|
||||||
6 Nokuti Mwari akati, “Chiedza ngachipenye murima,” akaita kuti chiedza chake chipenye mumwoyo yedu kuti tiwane chiedza choruzivo rwokubwinya kwaMwari muchiso chaKristu.
|
|
|
@ -1,7 +1,7 @@
|
||||||
\v 7 \v 8 \v 9 \v 10 7 Asi pfuma iyi tinayo mumidziyo yevhu kuratidza kuti simba iri rinopfuura zvose rinobva kuna Mwari kwete kwatiri.
|
\v 7 7 Asi pfuma iyi tinayo mumidziyo yevhu kuratidza kuti simba iri rinopfuura zvose rinobva kuna Mwari kwete kwatiri.
|
||||||
|
|
||||||
8 Tinomanikidzwa kumativi ose, asi hatipwanyiwi; tinokanganiswa, asi hatina kuora mwoyo;
|
\v 8 8 Tinomanikidzwa kumativi ose, asi hatipwanyiwi; tinokanganiswa, asi hatina kuora mwoyo;
|
||||||
|
|
||||||
9 tinotambudzwa, asi hatina kusiyiwa; takawisirwa pasi, asi hatina kuparadzwa.
|
\v 9 9 tinotambudzwa, asi hatina kusiyiwa; takawisirwa pasi, asi hatina kuparadzwa.
|
||||||
|
|
||||||
10 Tinoramba tichitakura nguva dzose mumuviri wedu kufa kwaJesu, kuti upenyu hwaJesu huratidzwewo mumuviri wedu.
|
\v 10 10 Tinoramba tichitakura nguva dzose mumuviri wedu kufa kwaJesu, kuti upenyu hwaJesu huratidzwewo mumuviri wedu.
|
|
@ -68,7 +68,11 @@
|
||||||
"03-09",
|
"03-09",
|
||||||
"03-12",
|
"03-12",
|
||||||
"03-14",
|
"03-14",
|
||||||
|
"03-17",
|
||||||
"04-title",
|
"04-title",
|
||||||
|
"04-01",
|
||||||
|
"04-03",
|
||||||
|
"04-05",
|
||||||
"05-title",
|
"05-title",
|
||||||
"05-01",
|
"05-01",
|
||||||
"05-04",
|
"05-04",
|
||||||
|
|
Loading…
Reference in New Issue