From 1874c47599152c13c4c33ca78b072e05baa73008 Mon Sep 17 00:00:00 2001 From: Itai_Viegas Date: Wed, 6 Dec 2023 16:07:20 +0200 Subject: [PATCH] Wed Dec 06 2023 16:07:19 GMT+0200 (South Africa Standard Time) --- 03/17.txt | 4 +--- 04/01.txt | 4 +--- 04/03.txt | 4 +--- 04/05.txt | 4 +--- 04/07.txt | 8 ++++---- manifest.json | 4 ++++ 6 files changed, 12 insertions(+), 16 deletions(-) diff --git a/03/17.txt b/03/17.txt index 70a9a01..753b8c5 100644 --- a/03/17.txt +++ b/03/17.txt @@ -1,3 +1 @@ -\v 17 \v 18 17 Zvino Ishe ndiye Mweya, uye pane Mweya waShe, pano kusununguka. - -18 Zvino isu, vane zviso zvisina kufukidzwa tose tinoratidza kubwinya kwaShe, tiri kushandurwa kuti tifanane naye nokubwinya kunoramba kuchiwedzerwa, kunobva kuna Ishe, anova iye Mweya. \ No newline at end of file +\v 17 Zvino Ishe ndiye Mweya, uye pane Mweya waShe, pano kusununguka. \v 18 Zvino isu, vane zviso zvisina kufukidzwa tose tinoratidza kubwinya kwaShe, tiri kushandurwa kuti tifanane naye nokubwinya kunoramba kuchiwedzerwa, kunobva kuna Ishe, anova iye Mweya. \ No newline at end of file diff --git a/04/01.txt b/04/01.txt index 0b6bdae..054c9fd 100644 --- a/04/01.txt +++ b/04/01.txt @@ -1,3 +1 @@ -\c 4 \v 1 \v 2 Naizvozvo, sezvo tine ushumiri uhu kubudikidza netsitsi dzaMwari, hatiori mwoyo.  - -2 Asi takaramba zvinhu zvakavanzika uye nenzira dzinonyadzisa; hatishandisi unyengeri, uye hatiminamisi shoko raMwari. Asi pakuratidza kwedu zvokwadi, tinozvireverera muhana yomunhu wose pamberi paMwari. \ No newline at end of file +\c 4 \v 1 Naizvozvo, sezvo tine ushumiri uhu kubudikidza netsitsi dzaMwari, hatiori mwoyo. \v 2 Asi takaramba zvinhu zvakavanzika uye nenzira dzinonyadzisa; hatishandisi unyengeri, uye hatiminamisi shoko raMwari. Asi pakuratidza kwedu zvokwadi, tinozvireverera muhana yomunhu wose pamberi paMwari. \ No newline at end of file diff --git a/04/03.txt b/04/03.txt index ad0b234..ccd0a2a 100644 --- a/04/03.txt +++ b/04/03.txt @@ -1,3 +1 @@ -\v 3 \v 4 3 Uye kunyange zvazvo vhangeri redu rakafukidzwa, rakafukidzwa kuna avo vari kuparara.  - -4 Vasingatendi vakapofumadzwa ndangariro dzavo namwari wenyika ino, kuti varege kuona chiedza chevhangeri rokubwinya kwaKristu, anova mufananidzo waMwari. \ No newline at end of file +\v 3 Uye kunyange zvazvo vhangeri redu rakafukidzwa, rakafukidzwa kuna avo vari kuparara. \v 4 Vasingatendi vakapofumadzwa ndangariro dzavo namwari wenyika ino, kuti varege kuona chiedza chevhangeri rokubwinya kwaKristu, anova mufananidzo waMwari. \ No newline at end of file diff --git a/04/05.txt b/04/05.txt index 279a55a..ed098e1 100644 --- a/04/05.txt +++ b/04/05.txt @@ -1,3 +1 @@ -\v 5 \v 6 5 Nokuti hatizviparidzi isu, asi Jesu Kristu saShe, uye isu savaranda venyu nokuda kwaJesu.  - -6 Nokuti Mwari akati, “Chiedza ngachipenye murima,” akaita kuti chiedza chake chipenye mumwoyo yedu kuti tiwane chiedza choruzivo rwokubwinya kwaMwari muchiso chaKristu. \ No newline at end of file +\v 5 Nokuti hatizviparidzi isu, asi Jesu Kristu saShe, uye isu savaranda venyu nokuda kwaJesu. \v 6 Nokuti Mwari akati, “Chiedza ngachipenye murima,” akaita kuti chiedza chake chipenye mumwoyo yedu kuti tiwane chiedza choruzivo rwokubwinya kwaMwari muchiso chaKristu. \ No newline at end of file diff --git a/04/07.txt b/04/07.txt index ef8f1db..ee08b3f 100644 --- a/04/07.txt +++ b/04/07.txt @@ -1,7 +1,7 @@ -\v 7 \v 8 \v 9 \v 10 7 Asi pfuma iyi tinayo mumidziyo yevhu kuratidza kuti simba iri rinopfuura zvose rinobva kuna Mwari kwete kwatiri.  +\v 7 7 Asi pfuma iyi tinayo mumidziyo yevhu kuratidza kuti simba iri rinopfuura zvose rinobva kuna Mwari kwete kwatiri. -8 Tinomanikidzwa kumativi ose, asi hatipwanyiwi; tinokanganiswa, asi hatina kuora mwoyo;  +\v 8 8 Tinomanikidzwa kumativi ose, asi hatipwanyiwi; tinokanganiswa, asi hatina kuora mwoyo; -9 tinotambudzwa, asi hatina kusiyiwa; takawisirwa pasi, asi hatina kuparadzwa.  +\v 9 9 tinotambudzwa, asi hatina kusiyiwa; takawisirwa pasi, asi hatina kuparadzwa. -10 Tinoramba tichitakura nguva dzose mumuviri wedu kufa kwaJesu, kuti upenyu hwaJesu huratidzwewo mumuviri wedu. \ No newline at end of file +\v 10 10 Tinoramba tichitakura nguva dzose mumuviri wedu kufa kwaJesu, kuti upenyu hwaJesu huratidzwewo mumuviri wedu. \ No newline at end of file diff --git a/manifest.json b/manifest.json index e0115a3..5844a9b 100644 --- a/manifest.json +++ b/manifest.json @@ -68,7 +68,11 @@ "03-09", "03-12", "03-14", + "03-17", "04-title", + "04-01", + "04-03", + "04-05", "05-title", "05-01", "05-04",